Bkayjoe Entertainment💦🐐🇿🇼
Bkayjoe Entertainment💦🐐🇿🇼
February 26, 2025 at 06:08 PM
*DZIDZISO KUMADZIMAI AFIRWA NEMURUME* https://whatsapp.com/channel/0029Va9ECquGE56jlNyqPQ1K *Pasichigare pachivanhu chedu uye zviri kushanda kusvikira muzuva ranhasi, kana uine jira rawaishandisa kupukutisa mapedza bonde nemurume wako ashaya unoritora wonorifushira paguva pake uchitaura uchiti, "uyu ndiye ave mudzimai wako kwete ini, chindisunungura"* *Ndinoda kuti vakadzi munzwisise nekuti vamwe vanoita matambudziko kana vafirwa nevarume kuti azowanika futi or kuwana wekufambidzana naye zvonetsa iri nyaya yekuti zvimwe zvakavanzika zvamaishandisa uchiri nazvo zveimba yemukati.Naizvozvo mweya wemufi uya unodzinga mumwe waunenge wakufambidzana naye unenge uine shanje sekunge achiri mupenyu ndipo paunozonzwa kuti uyu akashaikirwa nemurume asi kuroorwa futi kwaramba or kuzongopihwa umwe mwana.Izvi zvinoitika nekuti munenge musina kuitwa patsanuro* Kana wafirwa nemurume zuva riya raanounzwa mutumbi wake kuzorara mumba muchimuchema unopfeka kajira kuzasi kwako wozoti panguva yaanogezwa witaura naambuya or tete kuti unoda kupatsanurwa/kukamurwa ivo ndipo pavanobva vakuvhunza kuti unei wobudisa kajira kaya kawakarara wakapfeka zasi. Kajira ikako unokaisa mubhokisi imomo pakati pemakumbo ake uchitaura zvakare kuti "uyu ndiye ave mukadzi wako kubva nhasi". Paya paunozenge wawana umwe wekufambidzana naye or anoda kukuroora unoenda zvakare paguva paya wonhokora ivhu rinokwana muchanza chako woenda kune anogona kugadzira nezviyo zvichena iye achakuchenesa kuti mweya wemufi uya usazovhiringe or geza nemudzi wenhundurwa 3days uchitaura nhau yako Vakawanda vakafirwa vatadza kuwanika futi zvakare vasingazive nyaya yekukamurwa iyi.Ziva kuti anenge achiri mauri iwe nekuda kweDNA yaisara mauri pamairara mose.Ndizvo zvinoitwa vana amai kuti hauzove nebvuri rake rinoteverana newe. Kwanhasi ndogumira pano muswere munyasha https://whatsapp.com/channel/0029Va9ECquGE56jlNyqPQ1K
🙏 😢 👍 😂 ❤️ 🏃‍♂️ 👄 💔 😮 41

Comments