
Bkayjoe Entertainment💦🐐🇿🇼
February 28, 2025 at 05:59 AM
Hie ndine shamwari yng yandaitamba nayo so ndaimuudza nyaya dzang bt not dzekumba kwedu iye aitaura almost everythng.so one day my guy paid me a visit an thn frnd yang ndopaakamuona pose apo ndaingomuudza nezvake asi anga asaty ambomuona.so rimwe zuva foni yng yanga isina moto an l called my guy using her foni ini handina kumbofunga zvekudeleter tag sezve she ws my frnd.akabva atanga kufona achiita zvekuti connecter nemkona uya ini ndaingoty pamwe kungonakirwa nesu hezvo the gal atori neimwa pfungwa zvake.aifona pamwe taibva tatonetsana nemkomana wang so one day my frnd akakumbira sex chart kuna bae wang kwakundikandira hanz mkoman wako andinyenga an l just reacted ndikatoramba muface paya.so mface nebby vakazotanga kudanana paye an later on mukoman akazongofona an l found out kty my frnd ws at fault bt mkomana akaty ur frnd ws there pawakandiramba l ws heart broken saka l wont leave here. Tht tym handide kunyepa ndakaita muroyi chaiye an l regret hnk cse zvaindirwadza kuona mface achiposter frnd yng really.ndakamuudza zvose zviita musikna including vakomana vaaiva navo an they broke up an muface akadzoka kwandiri bt l ws nvr happy nezvandakita frnd yng so ndakaramba muface.Bt l still luv the guy an ini nefrnd yng nthng is really working cse mface wake akazondi approacher bt ndakamuramba an l showed her ndikatomuudza kty same pain yawanzwa ndoyandaka feeler waita zvawakaita.chokwadi kutambwa chekuseri nefrnd zvorwadza.ini ndasiya hng
😢
😂
😮
❤️
🙏
👍
👀
💔
😕
😭
65