Developments In Local Authorities  In Zimbabwe Updates
Developments In Local Authorities In Zimbabwe Updates
February 7, 2025 at 06:32 PM
Nhasi mahofisi ese anoona nezve budiriro anga ari in Seke District vachiongorora maiitirwo arikuitwa mabasa anechekuita nebudiriro munzvimbo dzinoitirwa mabhizimisi. Mahofisi aya anosanganisira Seke DDC's office, Manyame RDC management Staff, Council Chairman of Manyame RDC His Worship Councillor Ian Manyere, Councillors, ZANU PF party Leadership which was led by the ZANU PF Mashonaland East Vice Youth Chairperson Cde N. Mutizira, The 3 Members of Parliament in Seke Admin District namely Hon Dr Munyaradzi Tobias Kashambe ( Seke ) ,Hon Dr Anastancia Tatenda Mavetera ( Chikomba West) and Hon Godwin Tavaziva ( Marondera West) whom were all represented and Seke District Government Departments Heads. Chimwe chezvikonzero chaita kuti Hutungamiri uhwu husimuke nechimbi chimbi kuchema kwaita vana muzvina bhizimisi nekuda kwe ma informal traders avo vave kutengesera pamberi pezvitoro uye vachivhara nzira dzekuti vanhu vapinde muzvitoro vachivhara zve apo panosiyiwa ngoro dzemoto vanhu pavanenge vachitenga muzvitoro.Iri dambudziko rave kuita kuti vana muzvina bhizimisi varambe kubhadhara mitero kukanzuru yeManyame zvinova zvinodzosera Service Delivery kumashure nokuti Kanzuru kuti iite mabasa nemazvo inofanira kunge ichiwana mitero. Nokudaro Mapazi ose aya ebudiriro azobuda nechisungo chimwe chete chekuti vave kugadzirira ruzhinji pekushandira vachitengesa nekuita mabasa akasiyana siyana vachiteedzera Donzvo reMutungamiri weNyika Muzvinafundo( Dr) E.D Mnangagwa, riri mugwaro Re Vision 2030 master plan iro ririkuti ngapave nema Business Units. Nzvimbo idzi dzinosanganisira Dema Growth Point, Guzha Business Centre, Murisa Business Centre ,Chanakira-Besa junction nedzimwe dzatisina kudoma namazita. # Service Delivery a Major Priority For a Balanced Community. # Smart Cities and World Class Service Delivery System by the year 2030. # ED the game changer.
👍 1

Comments