Combined Science Exam tips
May 11, 2025 at 04:46 PM
*✍🏿📉NOVEMBER OR JUNE CANDIDATES 2025* ✍🏻Varikuda kunyora 2025 bata Mr Ziv now ugare watanga usazomhanya mhanya kuvatsvaga nguva yapera. *Why Mr Ziv*🏅 -Vanodzidzisa nechishona vachinatsotsanangura nechishona chakakwana zvekuti chero akaita sei anonzwisisa chete. (Chero akapedzisira kunyora rinhi bata Mr Ziv age yako haina basa chero wakura sei unobata chete) 2)Vanokudzidzisa nenguva dzaunokwanisa ungava uchiyenda kubasa vanokudzidzisa kana wadzoka kubasa panguva yako yakasununguka. Chero vasingayende kuchikoro unotanga mangwana uchingodzidza na Mr Ziv. 3) Mr Ziv vanoshandisa ma videos,audios na mapictures uchinatsovhunza zvakanaka vachikutsanangurira paunenge usina kunzwisisa. 4)Vane Passrate inowoneka and vano kupai maDemo emadzidzisiro avo pama whatsapp channels nepaYoutube yavo(Mr Ziv) *JOIN THE BIG TEAM NOW* https://wa.me/+263773130314
❤️ 👍 🙏 😢 18

Comments