News Zimbabwe
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                May 23, 2025 at 05:19 AM
                               
                            
                        
                            *"Mutauro wemahwindi💥🔥* 
 *1. Kuisa kombi muneutral* .......... "Isa gear muhomwe". 
*2. Driver arevhe mota* ......... "Vape mwoyo ".
 *3. Driver fambisa mota* .......... "Zora butter mutyairi". 
 *4. Daily takings(mari pakupera kwezuva* ............ "Zvabuda musarudzo". 
 *5. Driver itai 140km/hr* .......... "Driver tipe $1.40". 
 *6. Reverse* ........... "Idya neSele driver". 
 *7. Kutorerwa mapassengers neimwe kombi* ........ "Ndaurayirwa vaenzi". 
 *8. Telling Chinamira kuti chiwedzera kukotama door rivarike* .......... "sahwira ita seunonongaka tione kupfiga kereke".
 *9. Munhu anotaurisa mukombi* ......... "Maita babaJukwa". 
 *10. Kubhadhara kombi* ......... "Yawa nguva yezvipo vanhu vamwari".
 *11. Pakakwira Mupurisa.....* "Paita n'anga pasangano" kkkkkkkkkkķkkk
💯💯💯🔥🔥🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼chabva kuna hwindi President!!😂😂😂
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            😂
                                        
                                    
                                        
                                            🔥
                                        
                                    
                                    
                                        23