Rue M Novels
May 11, 2025 at 08:50 PM
https://whatsapp.com/channel/0029Va8aAYUBfxo9ShfURc0p Him & I Written By Rue M 0788357900 Chapter 11 Scarlett Frederick paakabva papolice station haana kuzodzoka and it didn't bother me because I knew that he was busy hunting Mrs Matutu. Mr Shumba vaive vakangoendawo kana kudzoka kutoshaya kuti nyaya yacho iri kufamba sei. "Maybe zvakawanda zvichataurwa kucourt," I told myself ndichitsvaga pekuzorodza muviri wangu but Faith didn't allow me to rest. Her eyes were red and swollen. "Waitwa sei?" I asked her knowing kuti haambochemedzwe nekuti ndasungwa. She loved me but she was not an emotional cripple. "NdiThomas Scar hatina kana week tagara tese but atochinja hunhu. And you won't believe me ndikakuudza kuti kubva zvaandiroora haana kumbobvira arara kumba anenge angori busy naTanya. Nezuro ndipo paakadzoka achida kutobvunza nezvenyaya yako asi haana kumbogara nguva yakareba afonerwa naTanya achiti ari kunzwa musoro. Nhasi ndanga ndine severe morning sickness and called him but he didn't care instead atanga kutopopota achiti ndiri useless ndakakurega uchiuraya Nick. Ndiudze kuti kufa kwaNick kunei nemarriage yedu? Right now he's mad at us kutodarika vanhu vekwaChoto varasikirwa. Zvazondirwadza ndezvekuti pandafona ndiri kuchipatara apopota achiti, 'Faith mira kundinetsa after wandiitisa loss ndakakubvisira ndichiti ndizowanawo connection kwaVP asi mhondi yekumba kwenyu yaisa zvese mudondo. 'I'm not getting you Thomas,' ndakadaro akati, 'zvandataura wazvinzwa everyone thought kuti ndikakuroora ndinenge ndave kushamwaridzana nembinga tichienda kumba kwesister yako ndowanawo basa riri nani as we would be co-in-laws with the VP.' 'Uri kuzama kuti wakandiroora nekuda kwekuti Scar anga aroorwa naNick?' I asked akati, 'hameno.' I was speechless after Faith's explanation. "Ko vabereki vake vari kuti chii naye?" I asked her akati, "ndanga ndisati ndavaudza asi ndiri kuda kutonovaudza nezvaTanya zvazonyanya kuita kunge tiri pabarika nhaiwe." "We'll deal with him when I get out of here," ndakadaro akabva ati, "how are you doing?" "Wakubvunza izvezvi?" I asked nenyadzi akati, "sorry ndanga ndine stress kukanganwa kuti iwe utori pama1 kutondidarika and here I am adding to your worries." "It's okay mazowirirana kuti chii nadad?" I asked her zvikanzi, "pavauya kuzondiona vanga vachitodemba kuti dai vakaendesa ini kwaChoto pasina zvese izvi after all Nick anga asiri chirema. Nhaiwe vakakwana baba vako?" I was not surprised at all nekuti dad vaingofunga mabenefits avo chete. "Ko mhamha vari kuti kudii?" I asked zvikanzi, "unovaziva hanzi vamukira kugomo kunonamata." I was caught between laughter and tears. "Ndanga ndichifunga kuti ufonere Mai Jared shamwari," she said ndikati, "kuti vadii?" "Handi munhu ane mari here tokwanisa kuvakumbira kuti vakutarire naMrs Matutu vacho vobvuma kuuya kucourt kana zvaramba votipa mari nekuti mari yakawanda ichangodiwa." "Number dzavo dziri muphone yangu and handisi kuziva kuti iripi," ndakadaro akati, "don't worry ndoenda kuchipatara ndonoona doctor vanoziva hama dzaJared vondipa number dzamai vake." "Pari bho," I said and we chatted for a few minutes akabva adzokera. Ndaiti ndochizorora but Mr Shumba came again and asked me the same questions. I was annoyed and tired of explaining my side of story again and again saka ndakavati, "zvandataura masikati ndizvozvo ikozvino handina zvekubvisa kana kuwedzera." "Saka after some time unenge wave nezvekuwedzera?" He asked ndikati, "kana muchida kundirova tangai henyu izvezvi pane kupedza nguva nekuti hapana zvimwe zvandichataura." "I'm trying to help you," he said ndikati, "I don't need your help." "Fine let's forget about Nick umbondiudza zvevabereki vako," he said ndikati, "what about them?" "Wakambozama kuvatsvaga?" He asked ndikati, "zvine chekuita nenyaya yaNick?" "Hausi kudaka kutaura zvaNick so I thought of asking you something. Do you know Camilla?" He asked but instead of answering his question ndakatanga kutsanangura nyaya yaNick. I knew Camilla very well, she was a singer and she used to look like me before plastic surgery. Ndakatanga kumuziva four years back taenda kubirthday party raOlivia (former classmate). Her father was a business saka vaikwanisa kuhire musician on her birthday. Camilla was just an upcoming artist saka vanhu vakawanda vanga vasati vakumuziva and vaindiziva vakafunga kuti ndini when they first met her. "They may look alike but Scar is decent. Just look at how she's behaving like a horny bitch around those man. Ari kuda attention yemadhara iwaya kuti awane sponsor," Faith akadaro and Camilla overhead it. She created a scene calling her barbaric. I defended Faith and belittled Camilla ndokubva paparty yavo. Camilla akabva aita grudge nesu and sent some men to attack us. Taitoda kumusungisa asi akabva aenda kuUK after awana vabereki vake. Aive akakurira kuorphanage but after 19 years she reunited with her parents. Her biological were filthy rich saka takabva tasiyana naye. It was Faith and Frederick who connected the dots saying Camilla anogona ari twin sister yangu because our origins were kinda similar, we looked alike changa chakasiyana patiri mabirthday nekuti anga ari mukuru kwandiri ne2 days. However I didn't want dwell on it nekuti vabereki vangu ndaisavada kana kunzwa nezvavo. Faith nekuda mari anga ari adamant achiti ndogona ndiri mwana wembinga but I reprimanded her zvekuti haana kuzozvitaura futi but then from no where Mr Shumba vakabva vabvunza zvaCamilla. "You're innocent but you don't have back up so I suggest you find your biological parents," I was taken aback by Mr Shumba's words ndikati, "mai vangu vari kundinamatira right now so don't worry about me." "I'm talking about your biological parents," he said nehasha ndikarova desk ndichiti, "I don't have parents!" "Don't let emotions control you kana usingade kuenda kujere. My daughter is the best private detective but she failed to find the CCTV footage," vakadaro ndikati, "saka muri kuti ndiri kunyepa nezveCCTV footage clip?" "I didn't say that asi Zambian police iri kuti clip racho rakabiwa and officer vakaona video racho vanga vachida kuita chapupu mucourt havasi kuonekwa zvabva zvaisa fear kune mamwe mapurisa and now their lips are tight sealed," he said ndikapererwa ndakatarisa Mr Shumba. "Your siblings are the only people who are willing to go down with you but reality ndeye kuti vese vari useless nekuti havana maresources. As for Faith, ari kutonetseka nemurume wake and Frederick akabva kumapurisa manje manje." "How did you find all this?" I had to ask nekuti kusungwa kwaFreddy hakuna kumbosvika kumedia and nyaya yekumba kwaFaith anga angoudza ini chete. "My daughter is a detective and kubva nezuro pakabuda nyaya yako aiita background check up. That's how we found about your biological parents, you can turn to them for help. They've been looking for you for years. Just look at Camilla, her life drastically changed when she reunited with them," vakadaro Mr Shumba ndikati, "I'm not Camilla and I don't their money or their support." "So you'd rather go to jail?" He asked ndikati, "happily." "You've got a whole night to think about it. Vane mari kudarika VP so with money they can retrieve the missing video clip," vakadaro Mr Shumba ndikavabata collar nehasha misodzi ichiyerera ndichiti, "I don't need them!" "That's emotional torture Tawanda, I can file a complaint against you. My client doesn't want to see those monsters who left her to die and here you are asking her to beg them. What support will they give her now iye paaida support yavo vanga vasipo? It's easy to throw money at someone's face but raising a child is a different story," a middle-aged woman dressed like a lawyer joined the conversation. Her voice sounded like Jared's mom but her face looked like Mrs Matutu. "The last time I checked anga Scarlett asina lawyer so I wanted to help," said Mr Shumba. "Worry less Tawanda because her lawyer is here." "You'll never get tired of tired of taking revenge?" Mr Shumba asked zvikanzi, "this got nothing to do with revenge. Scarlett is my son's saviour." Mrs Matutu was also Jared's mom? That realization flabbergasted me. Without giving Mr Shumba time to speak Mrs Matutu handed him the documents that she was holding. "She's out on bail?" Mr Shumba asked after going through the documents. "Yeah that's what I was busy with," Jared's mom answered. End of chapter 11
❤️ 👍 🙏 😢 😂 😮 228

Comments