Rue M Novels
May 12, 2025 at 03:47 PM
https://whatsapp.com/channel/0029Va8aAYUBfxo9ShfURc0p
Him & I
Written By Rue M
0788357900
Chapter 13
Narrated
"Kevin usade kundiita bedzi iwe, a few months ago munhu wese ari pano wakati ndikutsvagire mukadzi uroore now mukadzi avepo wave kuda kuramba?" Questioned Mai Kenny zvikanzi naKevin, "handisi kuramba kuti ndakati nditsvagirei mukadzi but ndakadaro ndichitamba kuzvipere mhamha. Scarlett wenyu haasi mukadzi imhondi and right now nyaya yake ndiyo iri kutrender pasocial media. Vanhu vese vari kuda kuti aende kujere imi moti aite mukadzi wangu? I am a celebrity and ndikaroora Scarlett I'm doomed, tsvagai henyu umwe."
"Scarlett haaite zvake mhamha," Kingsley seconded his brother zvikanzi naKevin, "you can say that again. Ndomudii munhu ari ruthless kusvika pakuuraya chirema."
"There's more to this Scarlett scandal bamukuru musamhanyire kujudger munhu and I don't think mhamha vangakutsvagirai munhu asingait..." Tanaka asati apedza kutaura Kevin akabva ati, "Mai Zade nyararai zvenyu nekuti imi munoti chese chataurwa namhamha chiri correct chero vari wrong sei."
"Bamukuru ndimi maititemesa musoro nekubvunza kuti Scarlett aripi iko zvino mhamha vakutsvagirai mave kuramba," said Tanaka zvikanzi naKevin, "I'm still searching for my Scarlett iyo mhondi yenyu haisiyo yakandibatsira. I know Scarlett when I look at her. She cared for a stranger without expecting any favour saka haangamboite mhondi that too kuuraya chirema chaMwari." Mai Kenneth vakapererwa nenharo dzaKevin because no matter how much she tried to convince her that Scarlett akamubetsera is the same Scarlett akauraya Nick aingozviramba. Aitokaka nharo seakamboona Scarlett akataura naye.
"I can call her here wonzwa voice rake or ask her to write something so that you will be able to compare handwriting," vakadaro Mai Kenneth zvikanzi naKingsley, "chero akava munhu1 mhamha hazvingoite kuti Kevin aite murume wake. Ane vasikana vakawanda vanomurwarira why choosing a murderer for him? Let's say haasi akauraya Nick but the fact that anga angori mukadzi waNick chete inotoita kuti ave disqualified. Pane kuti titsvage munhu akapotsa auraya Kevin tave busy kukutsvagira mukadzi. Iyewo Scarlett murume haasati avigwa asi atove ready kuroorwa naKevin? What kind of a woman she is? Chatiri kumhanyira chii?"
"Simbi inorohwa ichapisa," said Mrs Matutu knowing that nyaya ikanonokerwa Scarlett anenge asisina pressure yekutya jere saka aizogona kuchinja mafungiro. Ipapa pacho vanga vasati vave sure kuti ari kuda though akatarisana nejere.
"It's unfortunate that Scarlett anga ari mukadzi waNick asi ndoona ari perfect match for you Kevin. We were worried thinking that you are interested in men saka apa patakangoziva kuti une munhu waunoda we had to do whatever it takes kuti ugare naye. Chero dai anga ari mukadzi wemunhu taitoita plan nekuti hausi kukura uchidzokera kumasure," said Kenneth a man of few words.
"Kana nyaya ingori yekuti ndiite mukadzi I can go for Camilla, she has fallen head over heels for me saka kungomuti 'will you marry me?' anoswera ave pano," said Kevin zvikanzi naKingsley, "uyo ngazvigare ungatovigwa negonzo kana zvevakadzi zvaramba."
"Why musiri kuda kundipa mukana wekutsvaga Scarlett wangu?" Kevin akabvunza achinzwisa tsitsi Mr Matutu vakapinda mumba vachiti, "Mai Kenny chimbomirai kumupa pressure mapiritsi aari kunwa anozokanganisa pfungwa kana akaita pressure, ngaambonorara."
"Dad nemiwo muri kuzvisupporter?" Kevin asked in suprise. Mr Matutu also wanted his son to settle and nyaya yekuti anga asina kuita musikana in years yaitovashungurudza. At times vaitombofunga kuti akarombesa hurume kuti aite mbiri nemari but he never dared to voiced his thoughts. At first he was against idea yekuti aroore Scarlett but after an explanation from Mrs Matutu vakazoona kuti Scarlett munhu kwaye zvanga zvasirira Scarlett chete kuti abvume nekuti Kevin aiiswa pacorner namai vake hapana kwaaitizira.
Kevin was still in a daze when Camilla visited him. Vanhu vakawanda vaive vauya kuzomuona kubva pavaive vanzwa news dzekupondwa kwake. Camilla who was in South Africa rushed back to Zimbabwe awana excuse yekuona Kevin. Kevin anga achangopinda mubedroom make paakaudzwa kuti Camilla auya kuzomuona. "Speak of the devil," he thought to himself sezvo anga asina nguva ataura nezvake. Anga audza mai vake kuti anokwanisa kuroora Camilla than Scarlett but paakangonzwa nezvake akabva atobhoekana akaudza Tino anga auya kuzomudana kuti, "muudze kuti ndakarara."
"Ko akada kuuya muno?" Tino asked zvikanzi, "no pocket money for you this month akangopinda muno." Nekuda pocket money Tino cooked lies in her head achidzokera kusitting room kwaive naCamilla.
"Daddy Kevin varara," she said that to Camilla uyo akati, "ndokwanisa kunomuona muroom make?"
"No! No! Havade vanhu vekunze mubedroom mavo plus vatorariswa nemapiritsi avanwa vanozomuka kumazuva rovira," she lied with a plain face zvikanzi naCamilla, "fine ndokwanisa kumumirira." Tino akatarisa time and it was still midmorning saka kuzoona zuva rovira paive nenguva chaiyo.
"Haukwanise kuzouya manheru here kana mangwana nekuti tiri kuda kubuda," Tanaka akadaro aona kuti zvaida kuitwa naCamilla hazviite. Camilla haana kuona kuti vanhu havasi kumuda pamba akati, "no problem I will watch over him maenda."
"Watch over him wakamira sani?" The lady of the house came in and asked. She saw Camilla as Scarlett's love rival and vaisada kumupa mukana wekuti aswedere padhuze naKevin kuitira kumberi sezvo anga ari unknown sister yaScarlett.
"A friend," she lied Mrs Matutu vakati, "Kevin haatambe nevasikana especially vakaita sewe. We all watched your interview and I'm smart enough to know your intentions," Mrs Matutu hammered the nail on the head and left Camilla speechless.
"Mhamha ndanga ndangouya kuzomuona nekuti haasi kunzwa mushe," Camilla tried to justify her visit after regaining her composure zvikanzi naMrs Matutu, "ndatove mhamha vako futi?"
"Oh sorry Mrs Matutu," she apologized. "Please excuse us, mhamha is in a bad mood," Tanaka tried to control the damage zvikanzi naCamilla, "it's okay ndozodzoka manheru. By the way ndanga ndauya nemakorokoto, ndokumbirawo kuona vana ndoenda zvangu. I heard you gave birth to a pair of adorable twins."
"My grandchildren don't lack anything," said Mrs Matutu zvikanzi naCamilla, "I know Mrs Matutu it's just want that I like children."
"Chingoendaka kuorphanage," Mrs Matutu rudely said Tanaka akati, "it's fine mhamha muregei angoona vana aende." Camilla came fully prepared achiziva hunhu hwaKevin namai vake so she wasn't surprised.
Plan B yake yaive yekuswededza Tanaka padhuze kuti asvike kuna Kevin because though Tanaka anga angori muroora, Mrs Matutu treated her like a daughter, Kevin loved and respected Tanaka like his own sister. In fact everyone in the house treated Tanaka with love and respect. Ndiye aikwanisa kuchinja mind yaMrs Matutu so Camilla thought of gaining Tanaka's favour first.
Vakaona vana vachitaura nyaya dziri general though dzanga dzakarerekera kuna Kevin. "Mai Zade ndanzwa zvichinzi Kevin haaite shamwari dzechisikana mungaziva kuti sei achidaro nekuti imi mowirirana naye?" Camilla asked after getting comfortable with Tanaka.
"His girlfriend is a psycho and akangonzwa kuti Kevin aita musikana padhuze inoita hondo," Tanaka lied. "Ane girlfriend? Musikana watisina kumbonzwa nezvake?" Camilla asked in disbelief zvikanzi naTanaka, "you'll believe me by next month waona news zvichinzi aroora nekuti dai pasina kurohwa kwaakaita nematsotsi kutaura kuno akatoora." Jealous almost killed Camilla that moment.
On the other side, Mrs Matutu who was burning with anger smiled at the sight of her future daughter in-law. It was quite a surprise kuona Tanaka pamba pavo without notice. She exchanged pleasantries with Mrs Matutu akangoenda panyaya yaanga afambira achiti, "ndazofunga ndikaona kuti zvinoita kuti ndiite mukadzi waJared, hope it's not too late?"
End of chapter.
❤️
👍
🙏
😂
😮
😢
261