Confessions🇿🇼Zm
Confessions🇿🇼Zm
June 8, 2025 at 07:01 AM
Hie hide me ,ndodawo kubatsirwa my story goes like long back ndine 17yrs my brothers got arrested varovq chikomba chemukadzi wavo so ndaienda kunovapa chikafu kupolice ndasvika ndina mai vangu officer in charge vakandifarirawo zviye zvekuti taura nyaya ndobva vatoti kunana bhudhi vangu haaa chibudai mubva kumba muchienda ku court zvikanzi kuna mai vangu aaah ndafarira mwana wenyu uyu ari akanyarara what what vakutoseka havo tasvika kumba vakafona pafoni yamai vakuti mafamba zvakanaka pane pasinaku isiwq signature mutume musikna azoisa mangwana ndasvika vakatanga kundinyenga coz ndangove nebig boby vatoti ndakura ndikati aaah hamuna mukadzi here zvikanzi ndaive naye takaramba asi ku SA ndine mwana chte ndakaenda kumba ndikati aaah vanga vachinyepa officer vaye vakundinyenga the whole family be like vasekere chero usingavade kusvika nyaya dzapera sure ndakadaro zvikaperawo mushe later on mai vakabva vashaya havo na officer taive takudanana zvesure toenda kumwana kuye kunomuona nechikafu kwaigara kuna mbuya vacho mai vamai vake 4 yrs later ndakabva ndarara navo kubviswa humhandara nemimba ichibata vatoenda kwasisi vangu kuti tane mhosva bhudhi vacho vakatouya ndakazonzwa takagara mumota vakuti bamunini munotanga mataura zviripo tisati tanobvisa mari mnhu anozokanganisika ane mimba ndikati mybe vakutaura zvemwana kaa ndini haa zva (tadi) not real name ndozviziva bamukuru zvikanzi hoo kana izvo akataura boe zvimwe anozotaura tasara paye ndaona mnhu apusa pusa ndikati ko chii zvikanzi sorry ndine umwe mukadzi ini what umwezvee hre zvikanzi ndiye wekutanga tine vana 4 ndakanzwa kutsva meaning yangu mimba yave yechi 6 ndikati how ko tadi kee zvikanzi pandakamitisa tadi takabva tanetsana nemukadzi asi now akadzoka ndakarwadziwa ndikati ini barika no hazviite since dai shanda ndakashanda ku svika ndizvare hngu mwana zve marriage karamba of course mwana achengeta hake handidi kunyepa asi neni taive tatosiyana ndatoitawo move on mwana ave ne 2 and half yrs ndakarwara serious ndikasiya basa ndikagara mu hospital kweduwo ku family ndini ndega ndaishanda ska panga pasina achakwanisa kundirapisa vana hombe dzanga dzapera kumusha akauya akandirapisa achiti for the sake yemwana ka wanguwo wandaive ndaita move on naye aive wanga mari paive pasina ndakabuda muhospital basa ndisina murume wandaive nayewo akangogra saka taive toakutotiwo akauya nezvinhu zvemwana or mari ndoyotobhadhara rent , akabva azoti ipa mwana sisi vako ndichengete arikko nekuti apa ndakuchengeta murume wako mwana akaenda murume wangu yaive simbe kwakungobva hanzi kunotsvaga basa 4 months nokudzokq no rent no what ndakuita zvemusika but zvaisambobatana akazouya akati mwana handisi kufara akugara akapusa dzokai mutsvage imba nemwana chibhadhara rent since nhamo yanga yarova basa risasabatika ndakadzokera ku city kwandagara kare sure rent inobhadharwa mwana akuenda kuxool kwakanaka chaiko akabva ati to make sure haudzokerana nemunhu wako uye ita umwe mwana sure ndakaita ndinako kacheche but handina mufaro ndingori munhu anofeeler kunge zvese zvikuitika zviri wrong 1kutongonzi wamitsirwa nemunhu akamboitq vakadzi 2 vese ,kutoita love yechiwande wande iyoyi coz mnhu ane umwe mukadzi kugaririra mu marriage nekuda kwenhamo yekuti ndikamusiyq ndodii yet iye anotoziva ndikatanga kushanda ndomusiya so hatombondipe mari yekuti ndokwanisa ku saver kuita something anobhadhara rent ega ma fees kusvika kuma damper yemwana ndiye anotenga is it possible kuti ndikasiya hngu ndikawana zvekuita ndozowana umwe munhu anotondidawo ndine vana 2 hre coz inotovewo wish yangu yekudiwa handisaty ndambodiwa ini mulife zvekutoitawo relationship yekuti we can go out as a family or nemnhu wako coz pano ndakangogarira kushaya chaiko kumba kwedu hakuna kna chakaendako https://whatsapp.com/channel/0029VaPqbtLH5JLuvhQKf43N Send views to: +263716706773 Mimie❤️ +263716397348 Gee +263773628373 Karen +263716592996 Queen
😢 😮 4

Comments