
Confessions🇿🇼Zm
June 8, 2025 at 01:32 PM
Panyaya dzekuregerera idzo ndine muface wangu wandakadzidza naye kuHigh school taiwirirana taive tsika nditsikewo taive nemababe kuZJC so mababe edu aiwirirana futi ari mabesty so one day babe rake rakarwa nebabe rangu seboiz takauya tichideedzwa mababe enyu akurwa takamhanya kaa paya kunobata zvakanaka naka pakuenda kumba taienda in different directions musi iwowo handina kuperekedza babe wangu momz yangu yakauya kunonditora kuskul so ndakasiya team so babe wangu nabesty wake vakasara vachirwa futi muface wangu instead yekuti abate vanhu vasarwe akabva arova babe rangu mbama nokuti babe wangu anga akurira babe wake here what what so inini the following day ndakazongonzwa vanhu vakuti hee ndoshaya kuti munotamba pachii nemunhu anorova babe rako ndakarwadziwa guys apa mwana haana kundiudza mufunge kubva that day ndakabva ndamuvenga ndakamuputitsa but kumuregerera handina nanhasi nababe wangu tiri tese haamufarire futi
________________________
https://whatsapp.com/channel/0029VaPqbtLH5JLuvhQKf43N
Send views to:
+263785678126
Canny🌹
+263716592996
Queen
+263780470043
Gee
+263773628373
Karen
+263716706773
Mimie❤️
😂
11