TEEJAY🇿🇼 OFFICIAL🇿🇼 (TINASHE MUGABE DNA 🧬🇿🇼) AND SEKURU CHIREMBA🪽 : SKINCARE REMEDIES🌿 & CONFESSIONS🤲🏽
TEEJAY🇿🇼 OFFICIAL🇿🇼 (TINASHE MUGABE DNA 🧬🇿🇼) AND SEKURU CHIREMBA🪽 : SKINCARE REMEDIES🌿 & CONFESSIONS🤲🏽
June 7, 2025 at 10:41 AM
*Hie mupfan wank vigai* *ndiri mukadzi ane 24 years.ndaitawo problem ma cousins. in 2020 ndopandakatizira kugara* *ne murume vangu ndakaenda ndine nhumbu.mune October 2020 ndikabara mwana vangu .pandakabara mwana akatanga kuti mwana haasi vke ndakararama hupenyu hwekuchema* *everyday.mwana anga ari muskana kumba kwavo zvinonzi* *vanotanga kubara vana vevaskana but vangu akaramba achiti haasi vangu. ndakaita imwe nhumbu ndikabara mwana mukomana pandanga ndine nhumbu akabva andisiya ndikaenda kunogara na mai vangu.haana kna preparation yakatenga.ndakabara mwana vangu mukomana akatera ndikadzoka kumba .but ndimwe nguva aindituka* *kuti Havana vese hapana vke .nguva zhinji anopinda mumba na 2am.ndakazofunga kumusiya ndikaenda ku South kunoshandira vana vangu after ndakwereta mari ku church kwa mhamha vangu kuti ndimupe aise mu business rake kuti azotengerewo vana* *hembe dze Xmas sezvo yanga yasarirwa ne 3 days kuti yisvike. but akadya mari yacho yese akatadza nekuuya kumba.ndopandakabva ndaenda ku South kunoshanda kuti ndichengete vana uye kudzosera mari yandqnga ndakwereta.Unfortunately ndakangogara 1month mwana vangu mukomana vandakaenda naye ndakamuka* *akadhonhera mu bucket re wet raiwa ne mvura shoma akafa.l was heart broken ndokudzoka ku Zim naye.ndikaenda kunogara kumba kwedu and akanditewera ndikaenda kunogara naye. akatanga futi kuti mwana haasi vke* *achindituka kuti ndiwe vakauraya mwana ndairwadziwa kusvika pa stage yekuda kuzviuraya but my sister comfort me. kubva 2o22 pakafa mwana vangu nhumbu haasi kubata but handina hangu remedy randakamboshandisa.anondituka kuti vakadya chibereko ndosaka usingachabari.mumba kna akasira anouya na 9 nguva zhinji anopinda na 2am .February akarwara zvekuda kufa but l was by his side ndichimuendesa ku toilet kumugeza kuita zvese ndichigeza ma bandage ake coz mooko vake vanga vakaora .now awe nani anondituka kuti hapana chaiunondibatsira nacho .hanzi l will be rich so mwari aruda kukubudisa mu life mangu .you don't deserve kugara neni ndane mari .zuva ne zuva anondituka kuti* *hur£ .vakauraya mwana vko .pandinofunga mwana vangu ndichichema akandiona anoti hakusi kuchema kufunga mwana baa Uru regret kuti Dai ndisina kudai mwana asina kufa .asi mwana vangu hapana zvandakambomuita kuti afe. ndiwo vanhu vaindipa power rekurarama now ndikafunga kuti* *haasisipo l lst f○cus.apa anohura hake .ndiudzei vanhu voye ndoramba ndichigara naye hre or ndosiya hangu .hakuna pain inohwadza sekunzi vakauraya mwana vko nekunzi hure.ndoitawo sei pandaita chakanaka haaoni .anoti vatadza mapupu andaimupukuta achirwara* *haatendi .anondishora nekutuka .3days hadziperi tichiwirirana .vaninina vangu vakauya pamba pedu anomuka kuvapindira muma blankets kuda kuita bonde .ozotukwa nawo aonekwa amo .anotozviita ndirimo mumba pamubhedha* *sezvo tichigara 1room.akaitira vanhu 2 vese ..................* Shingirira ❤️ Siya imba😫
😫 😢 😩 😂 😣 😮 😆 🙏 ✖️ 106

Comments