TEEJAY🇿🇼 OFFICIAL🇿🇼 (TINASHE MUGABE DNA 🧬🇿🇼) AND SEKURU CHIREMBA🪽 : SKINCARE REMEDIES🌿 & CONFESSIONS🤲🏽
TEEJAY🇿🇼 OFFICIAL🇿🇼 (TINASHE MUGABE DNA 🧬🇿🇼) AND SEKURU CHIREMBA🪽 : SKINCARE REMEDIES🌿 & CONFESSIONS🤲🏽
June 8, 2025 at 06:27 AM
Vamwene pt 1 Kutanga ndinoti makadi kumativi mana enyika ini handisi hangu boo ndiri mukadzi ane 29year ndakarorwa August ndokubva hangu ndachata December asi ndainge ndatove nepa muviri murume wangu vakabarwa vari vaviri iye ne sstr yake uye murume wangu ndiye we kutanga.vamwene vangu munhu ane mari dzake vanoenda nzvimbo dzose havana havo murume anonzi akashaika netsaona.ndakatanga kugara NAVAMWENE mwedzi wapfura asi kutaura chokwadi hazvisi nyore kusvika muzuva ranhasi vamwene vanopopota zvisingaite ndikabika havadye vakangonzwa gate ravhurwa vanoridza mhere kubvunzwa vanoti ndarohwa nemuroora saka hama dzese dzemurume hapana anoda kana kundiona ini ndiri munhu akakurira kuvanhu uyezve ndinonamata zvekuti kubva ndichichata nemurume nguva zhinji nhengo yake haimire murume anoita ma moods kumubvunza kuti chii anoti handidi Mai vake I tried kutaura navamwene kuti vandiudze mhaka yandakavatadzira vanobva vabongomora kubata musoro nguva zhinji murume akunorara ku bedroom kwa mama vake.saka zvakaitika kutanga kwa January murume wangu ayive ambobuda nebasa ayisa ndifonera ayitaura namai vake nehanzvadzi yake. Ndakanzwa vachifonerana Mai ne mwana komana wavo zvisinei vaitochema hanzi mukadzi wako akawinza chikomba nhezuro isu tazongomuona akubuda tikanzi ihanzvadzi yake😭vakabva vati ndogara ndichinyimwa chikafu nemuroora ndakanzwa kurwadziwa after ndanzwa izvi ndakatanga kuchema zvekuti ndakademba kudzokera kumba asi kumba handina kugara ndataura mararamire a ndaita murume akauya same day handina kumuona ndaingonzwa achitaura ini ndiri upstairs husiku kuma12 ndakamuka ndichino chera Mvura ummm ndokunzwa mu bedroom ravamwene muri kuitwa bonde ndakabva ndangoti regai ndidongorere ndione chiri kutora nzvimbo ndakaona ari mashura iri 3some vamwene Tete nehanzvadzi dare door raive risina kukiwa sezvo vaiziva kuti handitsike mu bedroom mavo uye ndainzi ndisasvika pado naro musi uyu ndakaita zvivindi ndokubva ndatora foni yangu ndobva ndakinura......prt 2
😢 😮 😭 2️⃣ 2⃣ 🙏 ❤️ 👍 💔 🥹 37

Comments