
TEEJAY🇿🇼 OFFICIAL🇿🇼 (TINASHE MUGABE DNA 🧬🇿🇼) AND SEKURU CHIREMBA🪽 : SKINCARE REMEDIES🌿 & CONFESSIONS🤲🏽
June 8, 2025 at 07:43 AM
HOT CONFESSIONS
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Hi mikahide my id
ndichangotizira mazuva apera ndine 23 yrs mukomana wangu ane 26yrs.Anogara ne vabereki vake nehazvadzi yake ine 32yrs yakadzoswa kubva kumurume nenyaya ye mbereko.Dambudziko pamba apa pane 2 rooms so mukomana wangu airara mu dinning room pandakatizira amwene vakati ndochigara mu bedroom tete voenda mu dinning room asi tete ava vakuramba vachiti imba ndini ndo bhadhara rent.Ndikakuudzai tete tikurara pasi mu bedroom matete imomo apa mukomana wangu anoputa mbanje anenge akadhakwa nguva dzosd tinotoita bonde tete varipafoni havo kana kumbobudawo.Mukomana haavashande vanhu vese pamba apa vanochengetwa na tete ava.Help me apa ndine nhumbu ine 5mths sm stressed up pane future here apa.
😂
😢
💔
😮
😭
❤️
🏃♀
😲
🙏
41