Mambokadzi Bath And Body
May 25, 2025 at 04:25 AM
Vamwe vakaita zveku bvisirwa roora. Dzimba dzavo dzine magadzirirwo adzinoitwa kana zvisina kumira zvakanaka. Vamwe vaka chatiswa ku church, kune mitemo yeko ino tevedzwa. Saka chiri kuzonetsa chii? Muri kutadza kudzokera kwaka umbirwa marriage yenyu here mogadziriswa? Kana kuti maingoita kuti zvikubveyi? You have to be honest with yourself. Kana muchizviitira zvinhu zvenyu mega musingaudzirwe, chii chiri kutadzisai kugadzirisa zvinhu? Tinoda kuti tiende pari kubva dambudziko, kwete pariri kubudira.
❤️ 👍 🙏 🤌 11

Comments