Mambokadzi Bath And Body
May 25, 2025 at 04:26 AM
Ndine mibvunzo yakawanda kwamuri. Asi wekutanga wandinoona wakakosha ndewekuti Marriage dzenyu dzaka fanana here?
Marriage dzimwe dzino vakirwa mutsika nemagariro. Dzimwe dzino vakirwa muchitendero.
Kureva mune maKristu, maMoslem, maRasta, maBuddhist etc. Koitawo ma Atheist. Koitawo vamwe vanongozvi itira zvinhu zvavo vega. Koitawo vasina pavakato tsika vanongoti zvazvaita ndizvo.
Ma advice kana pfungwa dzenyu dzamuri kupanana dziri kubva kupi? Zvinoenderana neMunhu wose here?
❤️
4