Mr Tee Fashion Bales Zim 🇿🇼
Mr Tee Fashion Bales Zim 🇿🇼
May 29, 2025 at 03:52 PM
*Good evening to you all customers* We give thanks kune vese vawana maOrders avo in time kune vasati vawana arikuuya anosvika nenguva *V* arikuda bhero mangwana place your Orders now mangwana tomuka tichikuitirai nenguva So Orders for tomorrow inbox us now Hatigone kuuya kumaInbox kwenyu mese tichibvunza kuti ndimi muri kuda Order mangwana here nekut makawandisa so kuti zvitirerukire huyai kuinbox nebhero ramuri kuda uye nekwamuri kuda kuitirwa delivery nenguva dzamurikuda kuti Order yenyu isvike *Thank you for contacting us ngatirambei ngatirambei tese* Mr Tee Fashion Bales sounding good all the time Tipi pakuita business nemi tichikupai mabhero akanaka
❤️ 1

Comments