
CYNTHIA SHONA NOVELS 🇿🇼
May 29, 2025 at 10:01 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VadmmJj545urLscEqj2v
Book moto iri kana uchida kuwana rese gara waita follow 👆👆
https://chat.whatsapp.com/KIn0Qze2vGCL1hNn3RPpTS
Comment group redu iro guys huyai 👆👆👆
https://chat.whatsapp.com/GXaN7mm8uku2pcmE52nmv1
Main group redu iro gara wapinda kwitira kuti kana group rabvarwa 👆👆👆👆
Kayita ka short mundirengererewo ndiri busy imwe isingaite 🙏 please react so that ndikwanise kukupayi imwe chapter nhac
MAYA THE DRAGON PRINCESS
WRITTEN BY CYNTHIA M AND BC
Chapter 3
MAYA
As I walked back to the orphanage ndayingofamba ndichifunga nezvekuramba Kwa Thomas kugara neni. His words kept longing in my mind 'It's not safe for you to stay with me what did he mean by that? What kind of dangers was he facing? Ndakanzwa ndichita rimwe simba rekuda kutsvaka chayimunetsa mu life yake and the secrets he was keeping.
As I entered the orphanage i was greeted by the familiar faces of the other girls they asked me about my day but andina kuvapindura ndakango zungunusa msoro Wangu chte nemaka yekuti was not feeling like talking i went straight to my room fungwa dzangu dzaive dzakazara manzwi a Thomas chte maybe arimu danger nhaimi but he is afraid talking about it ndaingotaura ndenga hangu ndichizama kuzvishingisa. But deep down ndaizvinzwa kuti I'm not ok at all.
Ndakagara kudaro ndakabva ndafunga kuti ndaive ndisati ndadya apa nzara yandainzwa yaive isina kumira mushe ndakasimuka kuyenda ku dining hall and I notice the food was already been served and everyone was finishing up their meals. Nhai mwari ko ndakaganwa cy kuti vanhu vanokurumidza kudya and where is Rosette andisi kumuona ndakabva ndananga kuvanhu vaibika vacho hoping to get some food, but ndakanzi hapana chikapfu chasara chapera chese.
Ndakarwadziwa andidi kunyepa nezhara yandainzwa panguva yacho yaisada ma funnies akadai tears welled up in my eyes nekufunga kuvata ndisisina kudya Ndakagara hangu thinking what to do a stranger appeared pamberi pangu akabata plate yaive nemakonye Ane nyama ne mvura yaive iri ye yellow hameno zvaive zviyi izvozvo Akabva ati hey beautiful ndakuvingira chikapfu ichi i know ukunzwa nzara.ndakabva ndati unofunga kuti ndakapusa pakusvika pakudya makonye here inini msikana uya akaseka like achadona pasi zvikanzi iwe msikana are you normal oh unotorwara hako.
Because hapana munhu ari normal anoti ma noodles makonye drink i mvura haaa uyite mushe ndakatarisa msikana uya kubva kumsoro kusvika kumakumbo ndichibva ndati no thanks andisi kunzwa nzara I'm ok.but akaramba achida kundimanikidza kuti ndidye chikapfu chake apa inini wacho nzara ndaive nayo asi ndayi suspecter something chaive chisiri right about the food ndosaka ndakaramba.
Ndakagara kudaro ndakanzwa voice rakaita like raizevezera munzeve dzangu zvichinzi take the food pray before eating and be careful ndakatarisa tarisa wondering who was speaking to me.
But hapana wandakaona zvakandishamisa msikana uya akabva atendeuka kuda kudzokera ndakabva ndati ndipe chikapfu ichocho kuno ndakabva ndatanga kunamata msikana uya ayive akangomira pa side neni. Ndakapedza hangu kunamata ndichibva ndatanga kudya truly speaking chikapfu chainaka ichocho ndayichizivirepi ko ndakadya kusvika ndapedza hangu ndichibva ndati thanks ndichidzosera ma lunch ake.
Akabva abva pandiri akanomira pane vamwe vasikana zvikanzi you see that girl over there she not right There's something evil about her the other girl looked at me with suspicion apa ndaivanzwa hangu ndakangoti nechemumoyo asi chikapfu chandadya changa chine something kani zvaramba kushanda that's why akudero.
Ndakazvibvunza but ndakashaya anondipindura ndakasimuka pandaive ndakagara ndichida kudzokera ku room kwangu but ndakatonzwa vasikana vaye vachitowedzera kutaura about me. Umwe wevasikana akabvunza zvikanzi why uchidero Tasha ndopandakatozivirawo Zita rake ipapo akabva apindura hanzi i just don't trust her she's different and that's not normal Tasha replied achitarisa ku side achifinyamisa kumeso kwake vamwe vasikana vakabva vatanga kutotaura bad about me vachindinongedzera. I tried to ignore them but it was hard I felt like an outcast and the weight of their distrust was crushing me ndakabvako ndichifambisa kuyenda ku room kwangu kwandaivata .
But Tasha akanditevera akasvika akamira pa door zvikanzi "You think you're so special, don't you, Maya? With your weird powers and your mysterious friend Thomas ndakashamisika nekutsamwa ipapo ndakabva ndati what do you know about Thomas?" I asked.
Akabva apindura achita ku manyisa maziso ake zvikanzi i know enough i know he's hiding something and you're just a pawn in his game. My heart skipped a beat how did Tasha know about Thomas? And what did she mean by a pawn in his game.
Not edited
To be continued
❤️
🙏
😂
👍
😮
😢
626