
2025🇿🇼 Zim Reliable jobs and accommodation
May 17, 2025 at 07:50 AM
Morning mamukasei
Ndine basa randapiwa namufundisi
Apa ndikuda vanhu vari honest
Agent fee for this one its strictly 20 usd
Vakuda either a single mother or a couple ine family
So sekutaura kwavaiita vati vakuda munhu anosara pamba apa anenge achitarisa imba yese and vari kusiya vana mumwe ari ku University umwe ari grade 6
Vakuda munhu or a family inosara ichigara pamba nekuiita mabasa epamba
Imimi munenge muchishandisa dzima dziri separate kwenyu kumonitor vana kuti avasi kuiiita musikanzwa here
Pane ava vanyarikani zvisingaiite ndoda munhu akavimbika
Chikafu provided munopiwa
Mvura magetsi wifi amubhadhare
Kana muchipinda muri couple munoopiwa 250 usd per month muri 2
Asi kana uri single mother even une mwana kana uchigona kuiita mabasa ese epamba mari yako it's $150
Pakuda Vanhu vari honest vakavimbika
https://whatsapp.com/channel/0029VafczrOA2pL59NU5cU1N
