Tilder Live Zim  Secrets & Confessions, News
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 10, 2025 at 05:38 AM
*CHIRONGWA IDA ANOKUDA* https://whatsapp.com/channel/0029VaZo2Qx4o7qQUBPAWR13 *IDA ANOKUDA, CHIRONGWA chatakagadzira kuti tibatanidze vanhu vari serious vanoda vekufambidzana nawo, vanoda vanano nevanoda shamwari dzinovavaraidza muhupenyu hwawo* *🚨👇🏻AVAILABLE SERIOUS SINGLES* Ndirimukadzi ane makore 40 ndogara muharare,ndinevana 2,status negative,makore 40 to 46 years ndirikudawo murume akarongeka uye anoziva zvaanoita Hie Admin lam a widow 46 yrs ndine vana vangu 4 ndiri kudawo murume anoziva Mwari wekuvaraidzana naye tichidzidzana ndodawo anokwanisa kutsvaga mari makore 48 to 55 ,ini ndinoita zvekutengesa ndichigara mu harare pahutano ndiri negative ndodawo ari negative Mur cey tete ini ndinonz memory makoro 39 vana 4ndinodawo murume anemakkore anotangira pa40 kusvika ku55 Ari srs ndinodawo murume ndri hiv negative Hi aunty ini ndiri mudzimai ane makore 47 mwana 1 (18) ndirikutsvagawo murume akavimbika angave akafirwa or divorcee anoda zvemba anoshandawo or anogona kutsvagawo mari kuti tirarame hiv positive ndoda akafanana neni pahutano kubva pa47 to 60 yrs Alberto from Murambinda age 35yrs mwana 1 ndodawo mukadzi anemakore 20/25 anemwana 1 handizi pamushonga Ndiri mkadzi ane 37 yrs ndine vana 3 ndinogara kwamutare ini ndiri negative ndirikuda munhu wekudanana naye ari serious ane mkore anotangirawo 40 zvichienda anoshanda ini ndiri vender ngaangewo ari negative ane rudo Hi adim IDA ANOKUDA l am a single lady ane makore 23 with 1 kid HIV Negative l live in Norton. looking for a handsome man wekufambidzana naye anoshanda ari pachokwadi ane 25 to 35yrs muharare Hie ndinonzi Tonderai ndinogara kuchivhu ndenemakore 40 ndirikudawo mukadzi wekuroora aripachokwadi anofarirawo zvekumusha asiripamushonga ini handisi pamushonga ane makore anotangirawo pa25 zvichikwira I'm mother of 1 child I'm 27 yers I stay in Harare I'm looking for a serious man not vanoda zvekutamba munhu anoshanda asinganwe doro anoda mwana wangu anevo makore 30 to 35 ane mwana 1 status HlV Neg ngaave munhu anotya mwari Hi aunt ndiri mudzimai ane makore 44 mwana 1 ndiri kutsvagawo murume wekufambidzana naye makore btwn 47 zvichienda mberi.im hiv pstve Hi I m lady 40 years,, with 3kids,,ndozvishandira,,kudawo murume Ari serious uye Ari HIV negative Ndogara Marondera Ndirimurume anemakore 40 ndinogara mumasvingo ,ndine mwana 1 ndirinegative ,ndinosha mumasvingo imomo,ndirikutsvakavo mudzimai anoda zvokuroorwa aripachokwadi anoshanda chero asingashandi haisi nyaya ndodavo asiripamushonga ndinoda asina mwana kana anemwana 1 makore ngaave ane26 kusvika pa35 ndodavo wepadhuze neni pakaita semvuma ,shurungwi ,chiredzi ,zvishavane ,chivhu negweru Ndiri mudzimai ane makore 28 ndine mwana 1 mukoma ane 9years. Ndinodawo murume aripachkwadi anoda zvekuroora asi ari HIV positive . Ndinogara muGweru.Please ndinoda munhu anoda ini nemwana wangu.Makore ngaave between 35-45 Hie hide id i am woman aged 34 with 3kids ndodawo murume anodawo zvekuroora ari serious uye anodawo vana vangu ini ndichidawo vake ndogara kukwekwe Hie admin father of one from West gate hre name Washington makore 37 ndirikuda mukadzi ano ziwa zvaanota akarongeka Ndinonzi Tracy ndinemakore 46 ndirikutsvagawo mrume ane 48 to 55 ndinogara mu Harare .ndine vana 4 HIV negative Hi lm lady 30 years with 3kids ndozvishandirra ndodawo murume anoda zvekurora ari serious uye ari Hiv negative anoda vana vangu achidawo inini anoziva mwari ndogara muharare ndoda anemakore 35-48 Hie admin I'm a mother of four kids aged 35 located in Harare... looking for a mature man who is ready to settle between 43 to 50 Hie tete Ndinonzi MADZIBABA Charles ndodawo mudzimai mugiant big booty mutsvuku akanaka from 35. to 45 ndonamata kuchishanu nguwo chena ropa ndiri negative ndine makore 53 ,air time iyo I am a lady aged 43,I stay in Pretoria SA,I'm HIV negative,I don't have a child,I'm looking for a serious relationship which leads to marriage, I want someone from the age 43 and above,he must be HIV negative,he must have notH more than 3kids,ngaave achigara KuSA or Zimbabwe,kunwa doro kana kusanwa I don't mind. Hie admin IDA ANOKUDA Iam a single lady ane makore 45 with 2 grown up kids currently working, HIV Negative living and working in Harare. Ndodawo murume wekufambidzana naye ane makore 52 to 60 ari muharare uyezve anoshandawo and HIV Negative. *🚨FOLLOW OUR CHANNEL FOR MORE INFORMATION* https://whatsapp.com/channel/0029VaZo2Qx4o7qQUBPAWR13
👍 ❤️ 🏐 4

Comments