
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 10, 2025 at 12:47 PM
UNGAZIVE SEI KUTI URI KUSHANDISWA KANA KUSHANDISIRWA CHIKWAMBO MUHUPENYU HWAKO
1 Kushaya makwati
2 Kungoita chirombe rombe uchingo dzungaira nehupenyu
3 kurota uchiita bonde nemunhurume kana munhukadzi kana mhuka chaiyo
4 kuperezeka muviri uchinwiwa ropa
5 Kuvaviwa neminyatso kunyanya kuvanhu kadzi
6 Kukurumidza kupera kwechikafu mukati memba muchibirwa kana kutapudzirwa nezvikwambo
7 Kungove munhu anongo semwa kana kuita jambwa
8 Kurasika njere chaiko
9 Kusaroora kana kusaroorwa
10 Kuita pamuviri pachibva
11 Kurara uchivhumuka husiku
12 Kumuka nyama dzakangoneta kuita sewamhanya mutunhu kana kushanda basa rakawanda
13 Kuenda kumwedzi kasingaperi
14 Kushanda mazuva ose pasina chipenyu chaunobata
15 Kuroteswa vafi vachikuronda kana kuku kutandanisa
Nezvimwe
👏
https://whatsapp.com/channel/0029VakNcUNL7UVZmYD3ZW2O
*sekuru chiremba 🪽*
👍
😢
🙏
3