
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 10, 2025 at 05:55 PM
Hi admin post for me .Evrytime pandonetsana neboyfriend yangu anosangna nematambudziko .Ndakangomutsamwira haaite mahours anosangna nezvsizvo pekutanga akadhuma mombe ,pamwe anoenda kubasa zvnhu zvake hazvifambe boe asi kna tichiwirirana anototaura ega kut haa iwewe une luck rangu zveshuwa zvnhu zvinomufaira anotoita kundisheedza kubasa kwake anoti ndoziva ukangouya chte zvnhu zvofaya.Chanyanyondiunza pano ndechekut last time takanetsana ndkangochema achibva andiudza mashoko asiwo foni ichitoringer mota yake yakasangana ne a very terrible accident yanga yatobiwa munhu aive nayo atorerwa mari yese akasiiwa akasungwa yakazosiiwa nkuda kweaccident.Same neEx wangu pataiwirana aiita mari akatotenga mota2 kumine kwabuda mari akangondibvisisa mimba yake chete ndkashunguridzika zvekuti arikudzoka now achibegger kut ndiregererewo kana uchida kuripwa ndkuripe .Achiti kunyunyuta kwako zvnhu zvngu hazvsikufamba ndiregererewo.Pandakamuti ndkuregerera izvezvi arikuita mari zvsingaite ende haadi zvekundisiya ndkamuti ndkaita move on arikuramba kurambwa ...Ndodii nhay pane vanosanganawo nazvo here?Is it normal ndakutya kut ndkaroorwa ndodiii .My current boyfriend knows everything Abt my past bt anoita kunge chikwekwe
https://whatsapp.com/channel/0029VaadbeK7oQhUsp9sDw2V
❤️
👍
😂
🧜♀
1️⃣
😢
😮
🙆
🙏
🧜♀️
16