
Comic Elder➠Shona Jokes♡
June 6, 2025 at 07:17 PM
*Uchiri kurangarira here uchiri mwana mudiki uchimanikidzwa kupedza chikafu,uchiombererwa maoko kana wadya chikafu chakawanda😹😹😹*
*These days chingopedza loaf rese uone kuti panorarika here pamba pacho*🤣🤣🤣
Unoitwa kunge wadeura mvura yemunamato une tsananguro yekumisa rufu mumusha😂😂😂😭
*Share🪢🪢💥🔥🔥🔥*
😂
❤️
😮
👍
⏳
😢
🤣
58