Comic Elder➠Shona Jokes♡
Comic Elder➠Shona Jokes♡
June 6, 2025 at 07:17 PM
*I’ll never forget day randaka pihwa lift pa Chegutu neimwe couple going to Gweru, vanhu ivavo vakatanga kutukana ndaitonakirwa hangu till one ati “Ndakakuwana usina kana chinhu iwewe wakangofanana nemunhu watapa lift uyu”😢😥* Siya imoji takamirira zviri kuuya 👏❤️
😂 😮 😢 ❤️ 👍 🙏 🤣 🥰 🥺 👏 203

Comments