Comic Elder➠Shona Jokes♡
Comic Elder➠Shona Jokes♡
June 7, 2025 at 02:53 PM
*Kugona 😎kubika semunhu wemurume hakuna kuipa asi ukazoonawo wasvika pastage yeku baker ma cake iiii😭😭😭, zvekutoti mai vepa next vanotobvunza mkadzi wako kuti varipo here baba ndikuda kuitirwa cake remwana wangu ane birthday*
😂 😮 👍 🤣 47

Comments