Comic Elder➠Shona Jokes♡
Comic Elder➠Shona Jokes♡
June 7, 2025 at 05:27 PM
: *Daddy* *Zvinhu zvinoita kuti murume afare Mumba* (1) murume haafaniri kuita bonde rokukumbira (2) mukadzi ndiye anofanira kutaurira murume kuti dad huyai mundisvire ,(3) pfeka hembe dzakaita diki kana muchinge muvimoga zviya vana vasipo uye dzakaita see thru. (4) chero uchibika udza murume kuti dad handigoni kubika ndikapedza musina kumbondisvira ndizvo muchiona vakadzi vachibika mbodza , kubika asina kusvirwa (5) dzidza kuti sorry Ku murume wako (6) murume ngaabude mumba asvira nokuti hurume hwaanobuda nahwo ndihwo hunotuma kuti anyenge vamwe vakadzi kunze (7) itai China chenyu muri vaviri Mumba menyu , muchitaurirana pamunokanganisirana , uye nezvinofarira mumwe nemumwe pauviri hwenyu (8) mukadzi ngaaremekedze kutangira Mumba ndikokuti vanhu vamuremekedze (9) mukadzi ngaasaita shamwari dzechirume zvinoita kuti zvive nyore Ku vanhu vevarume kumunyenga iye aine murume zviniguma zvaputsa imba, (10) bonde ngariitwe chero nguva IPI zvayo Mumba ,(11) kana paita muenzi , zama nzira dzekuti murume arare asvira nokuti haungakoshesi muenzi kupfuura imba yako, kana iri 1 room chero nekumashure murume anopinda kana kutevera mubathroom kwaanogeza womupa (12) chinonzi imba ibonde hama dzangu Follow ✅✅ https://whatsapp.com/channel/0029Vaj77Kj2f3ERS66yoW2l ✅✅✅✅✅✅✅✅: Madzimai Verengai - Ladies Ndauya Kuti Tizotaura About Marriages 1. Marriage inovakwa nemuridzi wayo madzimai. Mukadzi akangwara anovaka musha wake, benzi rinoputsa imba nemaoko aro, Bhaibheri rinodaro. 2. If you want to be happy zvinobva kwauri mukadzi nekuti ndiwe wakabata musha wese. 3. Varume they leave us vachienda kumasmall house nekuti kumba chaiko munhu haana peace 85% yegenaration yedu haina respect; when it comes to our husbands. 4. Today I want to tell you kuti even if une degree in marriage is something else. 5. Marriage chitoriwo chimwe chikoro chinotodiwawo kugraduater. 6. Never tell your friend maweakness emurume wako. 7. Ladies learn to respect ;appreciate and admire your husband that's what man wants. 8. Kutaurisa hakusi kungwara vasikana ;hakuna mrume anoda mkadzi ane muromo usingamharwe nenhunzi. 9. Namatai madzimai and act like vanhu vanonamata. Munoona kunge kunamata kusingashande nekuti after prayer motanga makuhwa. Doctor Amai vedu vakatidzidzisa kuti, STOP IT! 10. My sister you need deliverance! Focus on your marriage more than the way you focus on friends. Some of you munotoda shamwari kudarika mrume wako. 11. Listen to your husband and mutevedzera zvavanoda kwete zvekwababa nhingi. 12. This post is only for those who want their marriages to work ;vanoti varume vakafanana leave them tione nekuti kune vari kuda kuroorwawo. 13. Stop being bitter mumarriage umo and start praying Create a happy home for vana avo kwete kutopasser chimuti chebitterness kuvana .Men want to come home to a smiling wife kwete kutowana mai vakakwindimara. The more you treat them like dirt the more they leave. RESPECT! ➥𝐩𝐥𝐞𝐚𝐬𝐞 𝐧𝐝𝐨𝐤𝐮𝐦𝐛𝐢𝐫𝐚𝐰𝐨 𝐧𝐞𝐦𝐰𝐞𝐲𝐚 𝐰𝐚𝐌𝐰𝐚𝐫𝐢 𝐮𝐧𝐠𝐨𝐬𝐢𝐲𝐚𝐰𝐨 𝐜𝐡𝐞𝐫𝐨 𝐨𝐧𝐞 𝐫𝐞𝐚𝐜𝐭𝐢𝐨𝐧 𝐳𝐯𝐚𝐫𝐨😭🙏❤‍🩹
🙏 ❤️ 👍 🍆 😂 😮 🚑 🥹 58

Comments