Real Madrid
Real Madrid
June 6, 2025 at 11:55 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaiqEwY2ER6ZzWAht50Z Bhozhongora Segment yanhasi 🔥🔥 💥 Mt Darwin kune murume akaroora mukadzi wake ku Harare achibva agara naye kwemwedzi minomwe. Akabva ati regai ndimuendese kumusha kuvabereki vangu anoita umwenga sezvo ndakuda kunobvisa mari. Apo ave nemimba ine mwedzi mitatu. Vaigara kumufakose akadana shamwari yake kuti hama huya uone mhuri yangu ndakuda kumboti vanoita umwenga kuna mai nababa ndakuda kunoroora. Shamwari yakauya payakatarisana nemukadzi uyu akatanga kuseka zvekudaro. Akabvunza kuti ko chii akabva ati wangu uyu ahaite aimira pa Tachi line achitengesa muviri wake. Akati akambomukecha mubvunze kuti inhema here ? Mukadzi akatanga kuchema achiti ichokwadi. Asi asi akati akasiya nokuti aisashanda aitsvaka zvino mubatsira nekuti ane mwana. Murume akuti handichada kuroora nokuti uri pfambi apo mwana wevanhu ane pamuvuri. Aunza nyaya mukadzi ari kuti ,ondirambira mabasa ekare ndisati ndakugara naye here? Ko ndiani asina zvakaita asati ave mumba ?Apa havana kuzoenda kumusha. Murume ahasi kusiya chikafu kana mari. Anogona kuita mazuva asingauye kumba. Akauya anorara akapfeka hovhorosi ,dzimwe nguva anouya nemukadzi ndorariswa pasi ivo pamubhedha mumachira angu. Ko zvakaitwa neshamwari yake ndizvowo here?. 💥 Kune mota yerudzi rwe Rori kune imwe kambanai iri muguta re Harare ine muchairi aidhiraivha akarwara achibva afa. Mota iyi yave nemwedzi mitatu yakamira hapana arikugona kuifambisa. Saka ikozvino aishandiswe mota iyi. Vakatarisa mumota kuti hamuna here zvinhu zvake vakaona mune bhegi. Bhegi rakavhurwa mukaonekwa mune kiti yakafa yakatooma kuita chikukuyu. Nguva yavakakanda bag pasi chigaro chemuchairi chakatsva kubuda moto. Nguva yakaita moto makabuda imwe kiti ikatiza kupinda pasi pemota. Nguva iyoyo kunonzi mufi kumba kwake akagudubudza bhokisi vanhu vakatiza mumba. Mumba imomo mukatanga kuchema kiti zvekare asi yaive pamusoro pemba. Vanhu vakafamba vakanzi musaviga munhu kana musati mauraya kiti iyo. Saka mutumbi wakadzorerwa ku mortuary kutsvaka achauraya kiti .

Comments