Real Madrid
Real Madrid
June 7, 2025 at 07:59 AM
*DZIDZISO KUVARUME...✍🏽* Nhasi ndauya makuseni ano hama dzangu.ndoda kukudzidzisai nokuraira zvinodiwa mudzimba nemadzimai enyu kuti imba inakidze: https://whatsapp.com/channel/0029Vb3OtZBE50UgJE9RwC39 *7 Types of men* STUPID::Anomutsa mukadzi na 2am dzepati pehusiku achibva kubhawa hanzi ndibikire fish dzangu dzandauya nadzo...chimbogaya pauchadzitumbura.... BORING::Those without sense of HUMOUR, kungogara akakwindimara..... STINGY:::Kuudza mkadzi kuti nyama iyoyo inofanira kuita 1 week kunge asina vana. JEALOUSY::pese pese anokubvunza kuti ndiyani afona, achingobva kubasa hanzi chimbondipawo fone yako. MARAMBADORO::Kuwetera nekurutsira mumagumbeze..... QUIET:::Thiz are the most dangerous pane varume vese zvavo....kurova vakadzi, kuhura, most of them havanwe doro kana kuputa...asi mhuri vanochengeta manje.TALKATIVE:::Vanongotaurisa asi chabuda hapana,,ndovarume vakangwarira paduri sehuku ivava..most of them pakaungana vanhu vanowanzoenda out of topic zvekuti mkadzi wake anotonyara plus vazhinji vacho vanofarira bhora vachifavoura Manchester United. Chii Chinonzi Shamwari ‼️‼️‼️‼️‼️ Avoid friends that won't mention your name in a room full of opportunities. If the person you call your friend is not concerned about your future then they are not your friend. Friendship is about building and celebrating each other. Haaaa hushamwari kuumbana veduwee... Tambawo nemunhu anokuvaka, anokuwudza zviri kuitisa mari. Shamwari ngainzwe shungu nehupenyu hwako. The person must also be able kukutsiura (rebuke) kana wakanganisa.Not kuita shamwari inoku tagger pakutukana paSocial media. Pane musiyano pakati pekutandara mese nekutamba mese. Tikapinda tese church hazvireve kuti tave shamwari. Tikatafamba tese in the same bus, hazvireve kuti we are friends. Ehe tinozivana but hatisi mashamwari. Ndine wandiri kutaura naye here pano? Shamwari munhu waunoudza zviri pasi pemoyo. Munhu anokuziva. A friend is someone asingamire pane vanenge vachikureva. Vanhu ngavato nyarara kana wasvika nekutoziva kuti haudi zvisina basa.. Iwewe unoitwa Entertainment pakudya mari dzavo vanhu vachitandadza pfungwa dzavo kuti vawane kufunga zvimwe zvine pundutso. Uri kusheedzwa kuti ndiperekedzewo kushopping. Kuswera muma shopping mall, shamwari ichiyedza nekutenga hembe, for what?? In the name of friendship??? Chako kupusha chingoro nekutakura mabag 🤣🤣🤣 Pavanoronga nekutsvaga mari yacho iwewe unosiiwa coz vanoti haubatsire. Kana vakuiita maparty they call you, wopihwa makey apanechikafu nekuzosuka ndiro nekuzoronga machair😳. Iwe unotoiona as a favour , hanzi haaaa vanodya mari yavo ndiripo.Vhurika maziso dia..Hanzi haaa nhasi facebook ikunakidza taswera tichituka nhingi...A big shame on you my dear sister or brother...Then what?? Ko pavanoironga nekuita mari yacho unenge uripi 👀👀👀??..Pavonoita zvine musoro unenge uripiii???Munhu vhurika pfungwa mhani... Ziva vanhu vaunotandara navo nevaunotamba navo. Chenjera kuzofunga kuti vanhu vacho vese vanokwana kwese(kutamba nekutandara). Kudanwa kunodya Mari hakusi kudiwa . Chinonzi kudiwa kudeedzwa kunoita nekushanda kuita Mari..svinura #murudo MuRudo 1)zvinoda moyo murefu kugara nemunhu kadzi 2)it takes patient to LOVE 💕 a woman 👠 Marriage will test your patience se munhu rume ,so start building 🏫 it now Mukadzi anogona kukunonokesa ku event yauri kuda kuenda ,nekuti she will take 3 hours 27 mins and 35 seconds to get ready .. Rangarira you only need minutes Kana usina PATIENTS ,unogona kutaura naye in a manner or do something you'll later regret.. Mukadzi anogona kungo chema 😭because wakanganwa kumuudza kuti I LOVE YOU ❤️..before warara 🤞 Vakadzi vanotaurisa 👄,kana usina moyo ❤️murefu semunhu rume ,one day uchabhowekana womuudza kuti 🗣️-"woman 👠,unoturisa ahugone kumbonyarara here ?"and those words can damage a woman ♀️almost irreversibly A woman can crave attention and petting,this can get on your nerves se murume ,only patience will help you Mukadzi anogona kutsamwa ,and u will use 1 hour rese kukumbira ruregerero ...asi kana usina moyo murefu ahunga zvigone izvi Anokudza kuti m not hungry ,then after u buy one piece of chicken slice ,munoidya mese ndokuudza Mumwe ne mumwe anenge ane plate 🍽️ yake yechikafu ,but she will leave her plate 🍽️and eat yours with you ..ndomasikirwo avo ..vane rudo vanhu ivava Kana ari kumwedzi (periods )apa ndipo pauno ona DRAMA ...be PATIENT Kana akazoita nhumbu 🤰,🤣🤣unoona DRAMA PRO MAX ... PATIENT unogona kuchema uri murudo "Mudiwa scratch my back " "Honey ndibate apa" "Mudiwa ndiudze kuti unondida "apa wapedza kumuudza 2 minutes dzapfuura Relationship and Marriage will test yoube Patient as a man 👞,ndakuudza brother ..pfeka moyo murefu kana wafunga kupinda mu marriage Kugeza chinhu chakakosha. - Munofanira kugeza mabva kubasa. Dikita rese remuswere wozuva ribve. Nzwara ngadzigare dzakachekwa dziri pfupi. . Bvudzi ngarisakurisa. Avoid makwene, dikita. - Nguva yeAfro yakapera. Itwawo cut yamunofara iwe nemukadzi wako. - Usamakise mukadzi nema zibvudzi skating nyangarara kana mazindebvu asingaite. Kana muchikwesha mazino itai macircular motion mumativi umu muchidrawer mazero netoothbrush. Toothbrush yaane zvekukweshesa zvarara rasai mutenge imwe. - Rurimi ngarwugezwe kusvika raapink huwhite hwese ngaubve. Hapwa dzinenge dendere kwete kana kunge makakaisa kiti muhapwa kwete. Shandisai hair remover kubvisa. Kana muchidikitira zvakanyanya zorai lemon kana soda. Rimwe bvudzi remukati bvisai hapadiwe rasta kana kumonana sepattern yemajuzi. - Gusai rive diki. Dikita ne zvindakwenya hamuzozviwane . - Nhengo yababa ngairege kukombwa nesango. - Dzorai rikanda shure munyatsodeza makona ese nesipo. Mukapedza pukutai, womai kana muine baby powder zorai. - Dikita kana kukwenya kwenya pane vanhu Kana muchigeza pakati pemagaro ngapageze nesipo chaizvo, magaro ngaagezwe, chitsitsino ngachikweshwe. Muhapwa munokwesha nedombo nesipo. Hazvibatsire kuti wageza asi hapwa dzichikanda . - Bvunzi ringango kura ndere mumusoro kumwe kwese kwete. Musafarire kupfeka vest (vhesi) imi musina kushambidzika muhapwa. Pese pamagezere chinjai pant. Varume vazhinji tinoita week tiine pant rimwe hazvibude. - Musapfeke ma trousers 3 kana 4. Nhengo dzenyu hadzizofeme zvakanaka. Panodiwa fresh air. - Dzidzai kutenga ma underwear ne masocks. - Masocks anodiwa akati ooo kuitira kuchinja. Hazvidi kuti masocks awomarare. Musaswere makapfeka zijersey rebhora Saturday and Sunday or every weekend. Tinoziva team yenyu munoida. Mukadzi ndiye mirror yenyu mubvunzei kuti ndiri sei? Musati mabuda check zip, munzeve, mumhino kuti zvakamira sei. Colour blocking iriko asi bhande rebrown ngarienderanewo neshangu dzebrown. - Black belt ne black shoes. Kana uine kabag kana chikwana edza kumechesa (nyangwe chikwama chisingaonekwe). Dzidza kutengawo Deo kwete kufamba usingaitire vari pedyo zvakanaka. Bhutsu dzinogezwa kamwe pa 4 months kana uine dzakawanda kamwe pa 6 months. - Varume vazhinji vanoti vakabvisa shangu pane vanhu, vakavakomberedza vanotambura nehwema. Izvi hazvina kunaka. - Kana muri kumba isai tea bag mukati meshangu kunhuwa kunopera . Ngaive tsika yenyu kukwesha mazino makunorara. Mokurura hembe hatirare tiine zvipfeko. Imi baba itisai munamato pamba muchibatsirwa naamayi. - Ndimi muPurisita wemhuri yenyu. Pakudya nepakurara. Potai muchikurumidza kusvika pamba kwete kuuya vana varara Monday neFriday. Wonaiwo ma firimu nemhuri. Pamba panoonekwa kwete kungobuda. Taurai kwanuri kuenda. Kana muine mota, mota haisi yeshamwari ndeye mhuri . - Kwidzawo mukadzi nevana. Front seat nderaamayi (mukadzi wako) unless ati iye anoda kugara shure. Dzidza kuronga zvinhu nemukadzi wako. - Usaronge zvinhu naamai vako mukadzi wozoita zvekunzwa. Kana vabereki vako vauya mudzimai ngaarege kunorara iwe uchiramba uina amai vako. - Munounza kusawirirana. Mukadzi akaoneka kunorara iwe chibva waonekawo kunorara. Masituation anosiyana siyana mudzimba vamwe vakawanda vamwe vashoma. Edzai kuenzanisa mukubatsira kwenyu. Musakanganwe birthday remudzimai, remwana naambuya ( mother in law). - Buy them something. Celebrate them. Treat your wife well, love her, take her out, date her every day and often surprise her. . Ibasa rako murume kudzivirira ( to protect ) mukadzi wako paanorwiswa nehama dzako. Iwe murume usaite tsika yekunoona vabereki vako uri wega unomakisa mukadzi wako. Vanin'ina nehanzvadzi dzako ngadzizive kuti ma request ese anouya through mukadzi wako. - Ma direct request anokonzeresa runyararo mumba uye anounza kufungirana. Iva mucherechedzo wakanaka kuvana nevanhu vese. Batsira mabasa epamba, kubatsira hakusi kudyiswa kana kudheererwa. .Murume itawo TOOLBOX ine ma basic tools flat screwdriver, star screwdriver, sando, pinjisi. - Usati zvese zvese wadaidza anobatsira iwe usina chaunoziva. Zvimwe pota uchigadzira wega. - Ivawo ne worksuit ne safety shoes. Gonawo tambo dze plug, kuisa hinge pa door. Ma globe gonawo kuchinja nema fuse. Ziva pant size yemukadzi wako. Ziva favourite meal yemukadzi wako Ziva favourite drink remukadzi wako. Ziva mukadzi wako zvaanoda nezvaasingade. Pagona mukadzi wako mupembedze, paatadza tsuura nerudo. Iwe murume bring food on the table.Iwe murume provide security for the family ndiro basa rako. Usarege gedhi richidonga iwe uripo. - Usarega washing line ichidambuka iwe uripo. - Usarega door richidonha ma hinge iwe uripo. - Maintenance ibasa remurume pamba. Murume ngwara mgwara usapuse .ukaona murume wsvika paextend yokunzi imbwa.kuhura sembwa uchiri munhu here or utori imbwa pachayo: *l dont mind the number of years yawagara nemunhu, what matters is health and happiness,Kana murume achihura anonetsa kugara naye unenge urimujeri. .Unozama wani kumupa respect ,kubika ,kugeza , Hazvina zvazvinobatsira kuti ndane 20 years, 30 years mumarriage then wopihwa chirwere uchiona.All those years will count for nothing. I dont mind kuti pane vana* vangani.In fact kana paine vana i actually mind two things.Number *1, Kuti vana vanoda at least mubereki mumwe alive than vese vasisipo.Kana mese musisipo,in that case unenge watadzira vana.You would have failed them. Number 2, Vana vanoda kuona mai vavo vachifara.Takange tiri vanawo nesu.Hakuna chinokanganisa* mufaro wemwana, stability yake ne psychology yake sekuona mai vachichema or vachirwadziwa.Its disturbing.Its a scene that changes his world. People at times tinove short-sighted.We tend to think kuti its all about marriage.Its all about years.And we think kuti "for the sake of the kids" means kushingirira murume asingagarike naye, anotokuuraya. There are some fathers children are better off without.There are some fathers who actively create orphans.mukurangarira munavaRoma Pauro achiti dei zvaikwanika maita seni ndogara ndisina mukadzi.asi nokuda kweziso reruchiva chiitai henyu murume mukadzi mumwe.ikozvino zvirwere zvawandisa.Satan chiripo chinobhon'a seshumba chichitsvaka vasina kusimba kuti chiparadze.kuparadzwa kwacho ndikoko kupihwa zvirwere nendufu nematambudziko anokonzerwa nechihure.munoziva here kuti satan pachakandwa pano panyika chakadzika nengirozi dzacho.akauya arimadhimoni ndiwo nhasi akauya akaita mabasa ose erima arikuitwa panyika ino.mwe acho ndoakauya akushandisa vanhukadzi vakanka kuti vaite chihure kuti vaparadze nokutoara fuma dzenyu.madhimoni acho ariko futi kuvarume.murume or mukadzi haagoni kugutsikana nemunhu mumwe anotoda vakawanda panguvaimwe.ska ibusiness rasatan.those who in these business are satanists.ndoska vamwe vachitoshandisa mishonga.kukwezva varume.vamwe vanenge vkapusa kana kusimba vakadyira vanoenda asi ndiko kuparara kwavo nekuparara kwemarriage anonodyswa zvokukangamwa mhuri vamwe vanodzoka zvavazvitunha.vaurawa vamwe vabaiwa nemapanga.vamwe vagadzirwa zvokuti hakuna chichabuda paunodzokera kumba kumukadzi.hubaba hapasisna.pfuma yose yapera .musi unonzi mari yapera babanhiya vanodzngwa sembwa.apa hauna kana chuanoenda nacho kunze kwezvirwere.apa mhuri yakaita makore ichitambudzika.ngwarai vanababa.ngatinamatei tikunde satan dhiabhrosi nyoka.tikaverenga nyaya yamambo Solomon akaita vakadzi vakanda marudzi akasiyana nokuda kwehufumi hwaiiva nahwo.sometimes mari inokupinza mumabasa erima nokuti unenge wakuita zvaunoda vakuuya vega vakdzi.kunyange akange anehuchenjeri hwaka kumbira paya .uchenjeri hwaiva hwekugona kutonga kwete type miedzo yevakadzi.saka iwe murume wanhasi kumbira njere dzokukunda miyedzo yerudzi urwu. chakazogumbura Mwari Mambo Solomon akangaonamata vamwe vamwari vekwaaknga aroora mukadzi wekuEgypt.Mwari akatsamwa nazvo akaparadza Israel neimba yaakanga akirwa namambo Solomon.israel ikatanga kupmbwa nokutorerwa upfumi zvipfuwo.Mashoko akataurwa naMambo Solomon akati zvose ndakaita ndikaita vakadzi vakawanda asi hazvina maturo.changosara kunamata.wanga uchizviziva here kuti ukaita bonde nevanhu vakawnda unosangna nematambudziko akawnda.Kuita bonde nemunhu wese wese kopa munyama Mhepo dzaunowana pabonde dzogara mudumbu mako Pabonde unowana mhepo hombe ne doko Pabonde hauwane zvirwere chete unowanawo nemhepo ipapo Pabonde unobirwa chipo chako Simba remugarwi ropedzwa nebonde Bonde ndorinoita ukurirwe nevavengi Musazvi wanza zvekuita varume kan vakdzi vakawnada vakawanda nekuda mari Ziva kuti mhepo dzese dzevarume ivavo dzavawo pauri Murume anosvibisa mukadzi kana akaita chihure kunze Anovigira mukadzi mhepo dzaanotora kunana Marwei Kuita bonde nemunhu wese wese koita mari isunge ..varume vacho vanokupei ..ukufirei nhai iwe ..ukushandiswa nembereka iwe Mudzimu haude tsvina ...unotama woinda pamwe Hongu njuzu inegwezvo asi haina kuti hura Vedzinza vanofara vakaziva kuti ukuhura apa ndiwe une dzimu remusha vanoziva kuti zvavo zvaita ...vanokukudubura fast kukupeta coz hauchina kuyera kaa unogara wakasviba nebonde ..njuzu ine gwezvo ..eh asi pauno hura inotsamwa ..mira panzvimbo nemunhu wako one ..not kudanana ne rayin rose uri one Pawasvika kupfimba nekupfimbwa nekuto shandiswa ..ukawanei havasi kukupa mari .njuzu nevadzimu zvakatsamwa kare Mweya wekusemiwa unokonzerwa zve nerara nevanhu vose vose Gezwa mudumbu mako iwe mazara mhepo Hauchina chiremerera wakungonzi uyuwo uyu Mugarwi haatenderwi kuhura Iwe unohurirei Kuita 2 chitori chihure nokuti vose ukurara navo Une mukadzi asi ukupota uchimu vhara unozviitirei.murume chaiye anozvininipisa anodzoreka haagari nemamoods mumba . *Chiii chombonzi PRIDE* It is the most dangerous attitude in a human being. I *#1* It does not allow you to learn from others,when you are being told something tonzwa waakuti *"Ndozviziva hangu"* yet you didn't know anything. *#2* It does not allow you to be corrected when you are wrong hanzi *"vaakuda kuzviita ndivo vazivi, vana holy"* yet they are helping you to be in the right way *#3* It does not allow you to respect others and to maintain your dignity hanzi *"ivo vanongoda kumhoreswa everyday vakoshei, plus hazvina zvazvinondipa futi"* yet you are suppose to live a Christian life out there. *#4* It does not allow you to be humble enough in front of those who might want to help you to be a better person *"haaa inini handinyengerere ini, ndingatode kuitiswa all in the name of a job,Maya ngazvigare hazvo"* yet you are jobless,moneyless,clotheless and you need upkeep,ndoo paunoramba kuzvininipisa pamberi pe arikuda kukupa basa. Ucharamba wakadaro. *#5* It does not allow you to rise from where you are because you reject every good idea that will take you far, you reject the people sent by God to lift you up hanzi *"haa inini i don't need anyone in my life,I only need God zvangu zvinenge zvatoita"* you lie my Friend, even God needed Moses to rescue Israelites, even God needed Jesus Christ to die for His people *#6* it does not allow you to submit to elders,other people,or leadership.unoudzwa zvekuita but because it doesn't suit you,woita zvako iwewe zvaunoda. God wants to lift you up, but as long as uri inzwai inini, hausimuke. Humble yourself and He will lift you up. And the most painful part of *PRIDE* is that you don't know kuti unayo, chero ukaudzwa cey unotoramba uchiti arikukuudza ndiye anayo, it's a shame. Mwari ngavatibatsire mweya wekuzvikudza ubude matiri tose . Happy Weekend !🥳
😮 1

Comments