
Real Madrid
June 9, 2025 at 09:33 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaiqEwY2ER6ZzWAht50Z
#bhozhongorasegment with Kanyemba & Bhozhongora Mon to Friday 0900hrs to 1200hrs..
🔥Concession kune varume vakarovana padoro umwe akarohwa akabatwa nasisi vake vachiti marohwa zvapera mangwana muchahwinawo ,nzvimbo iyi iripapurazi saka madzimai evakomana ava ndivo vanoshanda paparazi apa ivo varume makorokoza ,Akarova akaenda kumba akanorara nemudzimai wake ,akarohwa akaenda akapisa imba iyi munguva dzepfumbamwe manheru vanhu vakamhanya vakadzima moto ,vakarara vachiti atiza zvapera akadzoka akapisazve vanhu vakazoita chipatapata kudzima moto,asi hapana akatsva iye akatiza haasati aonekwa
🔥Harare churu farm kune mbavha dzakabatwa mu churu farm varivakomana vanobva kwamutoko mbavha idzi nditezvara nemukuwasha ,vaiba mubhedha machira ekufuka zvakawanda zvemudzimba uye kupaza ma Tuck shop saka vakabatwa nevakomana vemunzvimbo vanorara vakachengeta..
🔥