Real Madrid
Real Madrid
June 11, 2025 at 08:58 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaiqEwY2ER6ZzWAht50Z #bhozhongorasegment with Kanyemba & Bhozhongora 🔥 🔥Concession kune vana vakanetsana vamwe mai vemwana vakabva varwadziwa vakaenda pamba peumwe mukadzi weumwe mwana vakasvika vakatuka amai vemwana uya vachiti chakati chamai vako ,uye akabudawo akadzorerawo nguva iyoyo. Amai vakavingwa pekutanga vakateverawo vasvika vakabata mukadzi ambouya pamba pavo mwana wemukadzi wacho achibva atora banga akabaya pasi pemuromo ,akabaya pasi pezamu akazobaya mumbabvu,murume akauya achida kuramurira akabva abaiwawo patsafu akatosonwa mastichi anokwama kuita 8 pasina nguva akabva adonha mukadzi uyu ,akabatsirwa kutakurwa kuendeswa kuchipatara akabva ashaya ,saka akabaya akatorwa nemapurisa ikozvino amai veakabaya vakatorwazve nemapurisa saka amai nemwana vose vari mumaoko emapurisa 🔥Sanyati kune murume akaita vana nemudzimai wake ,vakatenga mota mbiri nechigayo uye vanorima nemudzimai wake ikozvino murume akatora umwe mukadzi ,saka asati atora umwe mukadzi ,mukadzi wake aigara achiti zvaurikuita ndikuzviziva saka akazowana girlfriend yakagara mumota veduwe vanhu vakanetsana zvikanzi nemurume ok rovanai iwewe girlfriend ukarohwa zvadhakwa ,iwewe mukuru ukarohwa muchaita 2 chokwadi vanhu vakarovana mukadzi mukuru akarumwa chigumwe chikakuvara akachema akabvuma kuti ndarohwa hangu asi ndakuenda kumba kwevabereki vangu kubva pano ndakuenda kumba handichasviki kumba kwenyu futi mukadzi akaenda zvachose ikozvino pave nemwedzi mina musi wechitatu chapera mukadzi mukuru akadzoka aneumwe munhu akapinda mumba make achiti ndoda kutora hembe dzake shoma ,achidzokera zuva iroro mukadzi mudiki akurasika njere arikubvisa hembe achiti huya pamba pako huya ini ndiri pfambi achitora chitanda achibvisa hembe achizvibaya kwakavanzika ,achiti huya kani ,murume akadana mukadzi wake achiti huya titaurirane mukadzi akuramba ,saka vakadzoka kepiri vachiti ndoda mwana mudiki nokuti anoda mai vake padhuze zuva rabva iroro murume achibva ku Harare mota ikatsva muroad murume akapotsa afira mukati apo aive nemukadzi mudiki achibva kunozama kumurapisa saka mukadzi mukuru akazoti hamusati matanga akasiya ati musi wa 22 June musha wese uchaparara ndobva ndavharisa .saka takakumbirwa nemurume wacho achiti itai kuti nditaure namadam vangu ndivape zvavanoda ummmmm ndakavaona asi ummmmm zvakaoma.apo mubatsiri ihama yemukadzi tichitaura naye anoti murume uyu ndiye acharipa mhosva yevanhu vakauraya dzinza redu tose

Comments