
Heritage Based Curriculum National Updates
June 1, 2025 at 03:57 AM
*Kana wamuka uri mupenyu....drop an emoji....Siya something* 🙏❤️🛐
Mumwe akaoneka nezuro asi haana kusvika...
Mumwe akaribika asi haana kuzoridya...
Mumwe akarara asi haana kuzomuka..
Mumwe akashanda asi haana kuzoidya mari yacho...
Mumwe akahwina asi haana kuzopembera...
Mumwe akapinda asi haana kuzobuda...
Tenda Mwari hama nechipo chehupenyu... Vazhinji vairi shuvira zuva ranhasi asi zvakona... Kurarama ndiShe...
"For to me to live is Christ.." - (Philippians1:21)
God is Faithful
God is Good
Thank You For The Gift of Brand New Day.
🙏
❤️
👍
😂
😮
😢
400