Mathematics exam tips
June 10, 2025 at 03:48 PM
*📚Varikutanga nhasi vaya vanoyenda kumabasa or vasingawane time masikati vaya ndirikuda information inotevera*
📚zita rako.
📚wakabuda nesymbol ipi pawakapedzisira kunyora.
📚wakapedzisira kunyora gore ripi.
📚Urikuda kunyora rinhi.[ November 2025 or June 2026]
📚Urikuda kuita masubject api.
✍🏿information iyi inondibatsira kuziva munhu wandiri kushanda naye ndoziva zvekuita kuti tibudirire.
❤️
🙏
👍
😢
😂
31