TRENDING STORIES ZIMBABWE
TRENDING STORIES ZIMBABWE
May 24, 2025 at 02:01 PM
*Tapiwa👨🏼‍🦱:* nhai Chamboko ukablocker munhu kuinbox ukaenda kugrup unotaura naye here??? *Chamboko🧔🏿‍♂:* Haa Tapiwa kwana wanzwa🤯🤥 ukandivharira door kumba kwako tikaenda kubhawa haundione here? 😳😂😂😂🥹🙌🏻🙌🏻🙌🏻 *SHARE* 🪢🪢💥🔥🔥🔥
😂 2

Comments