
SALOON,REMEDIES & CLOTHING BALES
May 30, 2025 at 06:14 AM
What if mapete🐜achitaura and be like:-
🪳Shaa ndakaona uchipotswa nedish towel nezuro 😂😂
🪳:yoh Shaa ndakarohwa nehana, ndakapotsa ndafa😱
🪳:sorry Shaa... arikupi Rutendo?🤔
🪳:akadziiswa♨ nechikafu🍛 nezuro akafa⚰😭🪳:iiihh inga zvinorwadza 💔 ko, Tsitsi hake?🤔
🪳:Tsitsi ange akugara muTV📺,manje yatorwa naMhofu TV yacho.
🤣🤣🤣
🪳Maria akaendwa naye kuchikoro ari mu satchel haana kudzoka.
🪳🪳Kudzi asara kutsime anga ari mumupendero we bucket😜
😂
❤️
4