TRENDING STORIES ZIMBABWE
TRENDING STORIES ZIMBABWE
May 31, 2025 at 08:40 AM
Book iri rinotanga kuuya mangwana saka gara waita follow usasaririra🔥🥵 Ndakaroorwa kumba kwavo ndikamuzvarira mwana, pamwedzi 9 yandaiva ndakamutakurira mwana wake life was a hell. Akazondi dumper akandisungisa ndikanogara mu chikurubhi kwe 5 years achiti ndini ndaiva ndauraya baba vake, amai vake vakauraya murume vega and put all the blame on me. After that mai vake vakandiuraira futi amai vangu....after 5 years dzekurumwa netsikidzi neinda in Chikurubhi Maximum ndakazobudisa nerimwe lawyer. Iye akanga atoenda nemusikana waayida kare .... Iyo ndiyo life yandakararama kumashure when I was married to him,,, ita Follow Channel yedu umwe kuti chii chakazoitika ndabuda mujeri🍓❤️💜. Zviri mukurarama umu, huya uverenge for free udzidze something ❤️‍🔥🔥🔥🔥 https://whatsapp.com/channel/0029VaMbKxo1noz9JDmlYO2R
Image from TRENDING STORIES ZIMBABWE: Book iri rinotanga kuuya mangwana saka gara waita follow usasaririra🔥...
🔥 1

Comments