TRENDING STORIES ZIMBABWE
TRENDING STORIES ZIMBABWE
June 8, 2025 at 06:10 PM
*MUNHU MUBHUTSU* 💃🏼💃🏼💃🏼💃🏼💃🏼💃🏼 Nyorai zita remunhu pabepa rewhite...hongu...Zita remunhu wamuri kuda kuti akuitirei zvamunoshuvira . Isai sugar yebrown or Bute pa bepa racho moisa mubhutsu yekuleft . Mofamba muchitaura zvamunoda kuti munhu wacho akuitirei, E.g murume wako, mukadzi wako, musikana or mukomana wako, boss wako and etc Uye kana une mapromise ebasa unoisa zita raboss mubhutsu *CINNAMON REMEDY FOR LUCKY,MONEY, BUSINESS N LOVE MUMBA* Vose makuda cinnamon remedy read now. 1. Cinnamon powder inoshanda zvakavandisa. Kugeza nayo muviri brings lucky. Kurova nayo mumba zvinodzora love yanga yakufa mumba . Kuisa muwallet or paunochengetera Mari, zvinodzivirira muvengi asatora Mari nemishonga. 2. Bata cinnamon powder yako mumaoko namata like, handide kugara ndisina Mari paupenyu hwangu. Munotema mumba Mari ngaiuye ngandibate Mari from all directions. 3.Vane business, shop mako, koroba necinnamon, Isa cinnamon powder or cinnamon sticks all corners of yo shop or canteen or wherever maunoshandira. Isa pama window zvekare. Nemi vemisika or vemabhero une nzvimbo yako Isa cinnamon around yo space, mark yo territory necinnamon. Kune cinnamon sticks, Isa a stick every corner yemumba or shop but remember to replace it after sometime.💵 mee💷 *VAKADZINGWA BASA UCHIRIDA KANA KUTIZWA NEMUDIWA UCHIMUDA* Zvaanoita ndeizvi, unoenda pamiti iyi mumango, muguava muavocado, zunza chero pamuti vavada. Nhonga shizha rinotanga kudonha. Now chinyora Zita raboss kana uchida kudzokera kubasa or reakakusiya uchimuda kuti adzoke. Chigeza naro muvui shizha iri kwemazuva ma viri like ukugeza muteuro. Wapedza kugeza chingoisa shizha iri panzvimbo yakango naka vomirira results. 🙏mee🙏 SMALL 🏠 HOUSE?🤔 *Mhiripiri Power* kurambanisa shewe nesmall hse. Pisa mhiripiri pamarasha uchitaura zita resmall house yacho .Popota zvinesimba 👋🏾👋🏾 *Kana uchida kuonekwawo semunhu pabasa*🔑 pfeka shizha rembambaira mubhutsu (left side)kana wakuenda kubasa 🚘🚘 *Ukusimudzirwa mhepo pabasa* Chingonyora zita rake pabepa rakachena. Chera kakomba woisa marasha . Tora mvura wodira mukakomba kaye uchitaura kuti ndirikudzimura hondo iyi chandiri kuda kutsvagawo raramo . Marasha Aya kana adzima fushira zita riya rawakabata wotaurira uchifamba neroad wonoisa pasi pedombo wovhara woenda hako *panotsva munhu apa* *WANETSWA NEMURUME HERE KANA BOYFRIEND YAKO?* 😭😭 Gara zvako pasi wakatarisa mabvazuva. Tora tsvimbo yako wobaya pasi uchikumbira midzimu yake kuti *inindiri kutsvaga kumisa imba handisi kurwisana nemi* Kana usina tsvimbo shandisa mugoti 🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️ Torai bepa rekunyorera monyora Zita radady pazasi monyora Zita ramarwei zvakasiyawo mitsara or 2 ,then damburai bepa Zita rimwe nerimwe pachipaper Paro handika .Batanidzei mapaper rimwe pamusoro rimwe pazasi bambura futi nepakati mazita achidambuka ese manje zvoreva wanetupisi 4 , Tora 2 litre dira mvura usazadzise tora mhiripiri 12 zvichikwira Isa muchigubhu Tora mapaper anemazita Isa muchigubhu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 vavharire imomo wogara uchichichukuchidza uchitaura zvaurikuda zviitike uchiti marwei nadady vavanai semavaviro anoita mhiripiri iyi musawirirane kutanga izvozvi mukaona Kuti Shasha ikauya yakamudhura zivai zvavavana wogona kutogara nacho ukangofungira kut ndiko kwaendiwa chukuchidza chigubhu uchipopota vanhu vavavane anodzoka asina chaaita *YOUR SECRET IS OUR POWER* 🔥UZZI🔥 Urine bath ....kuzvichenura pachako...ndinoda kuti ugouya pa group upupurire vamwe nhau iyi ...izvi zvinoitwa for 7days asi pazuva rekutanga kane repiri unosangana nemiyedzo ...kurota zvakaipa pauri zvakaiswa nemuvengi ...ZVAUNOITA NDEIZVI WETI YAKO YEKUSENI IYA NDIYO YAUNOITIRA MUBUCKET MAKO UCHIBVA WAIGEZA KUMESO KWAKO NETSOKA DZAKO PAUNENGE UCHIGEZA TAURA ZVAKANAKA ZVESE ZVAURI KUDA ..NB..weti ikapinda mumuromo uchigeza nayo usasvipa pliz swallow it....KANA WAGEZA USAPUKUTA MIRA INONYURA YOGA YOOMA AFTER 30MINS CHIGEZA HAKO NEMVURA INE SALT KANA BUTE UNOGEZA KUSENI USATI WATAURA NEMUNHU KUMA3am/4/5am...ITA IZVI FOR 7DAYS ASI PAKUITA IZVI ZVIITE KUSENI UYE IMBOTSANYA BONDE PAUNENGE UCHIITA MARI YAKO YAWAKAVHARWA INOUYA...PROMOTION...LUCKY...ZVESE ZVAKANAKA ZVINOTANGA KUITIKA KUBVA PA FIRST DAY .. *Tora hembe yako yaunodisisa zvakanyanya yaunowanzo pfeka kaaa iya. Wotora bute , hupfu nemunyu zvisanganise wowacha hembe yako iyoyo uchipopota kuti zvese zvakaiswa pakurarama kwangu ngazvidzikore kuvene vazvo. Zvavaida zviitike kwandiri ngazviitike kwavari. Pindukura hembe iyoyo uchiiwacha mukati kuende kunze, kunze kuende mukati. Wotaura kuti ndava kushandura hupenyu hwangu. Yanika hembe iyoyo yakadaro wobva waipfeka yakadaro kunze kuri mukati, mukati kunze. Mvura yawashandisa pakuwacha igeze worasira kumudokero kana pamharadzano dzenzira.* *Kana uchida KUT munhu wako adzoke* Unonyora Zita remukomana wacho nemutupo wake pachimucheka chichena wotora brown sugar nefodya yemhino wozvisanganisa unozviitira musango paunotaura unenge wakazviisa Pasi wapedza wosunga wosvaka zidombo wotsikirira wofuratira haucheuki hakurambi futi kusvika murufu iweukamuramba anozviuraya Mari anokupa kunonoka Usati wataura *WETI PART 2* Ishuwa weti mutundo chifumuro chikuru. Kuitira weti pakati pemunda kunofumura vanokushandisirai divisi Ukageza ne weti unopfimbwa ukati nhai Samatenga 🚶‍♀️🚶🏻‍♂️ Weti haina ma side effects sezvinoita zvima love charms oils zvinoita Kuti uteverwe nezvimweya zvehusiku🐍🦇🦉 Weti inopodza maronda zvekare ukaiisa pane ronda wobva wasiya pakavhurika asi pasingazomharwi né nhunzi *********************** *WETI* Ipapa ndaona kuti papinda dambudziko . vamwe taakupedzisira taakushandisa mushonga zvisirizvo simply becoz wabatira nyaya yehurapwa padumbu or kusanzwisisa chaiko wopedzisira woona kunge mushonga haibatsiri. *WET/ URINE THERAPY* Weti mushonga wechifumuro and inoshanda zvechokwadi. *Background ye Weti.* Weti chinhu chakafumuka ndokusaka mwari akachiti chifumure zvifumuro. Wet chinhu chinoshoreka and chinhu chakatakura tsvina yemumuviri wako ndosaka chakafumuka. *Saka kuramba kwacho chinenge chichifumura zvifumuro.* Since wet iri tsvina, inoshanda kumuridzi wayo that is mayabva and haina chainokonzera becoz ndimo yagara iri kunze kweku fumura zvirwere zvakauya mauri. PROBLEM Dambudziko rinovapo Kana ukachisoisa tsvina yako mune umwe munhu. kana Ari mwana mupe wet yake,not yako. Kana uchinwisa munhu wet yako iri kutoroya ufunge becoz Uri kumudyisa tsvina yako. Weti mushonga wechifumuro,unofumura zvirwere zvakawandisa NDOKUNGE yashandiswa mayabva.Hairwarisi becoz ndimo mayabva. *WETI PART 2* Ishuwa weti mutundo chifumuro chikuru. Kuitira weti pakati pemunda kunofumura vanokushandisirai divisi Ukageza ne weti unopfimbwa ukati nhai Samatenga 🚶‍♀️🚶🏻‍♂️ Weti haina ma side effects sezvinoita zvima love charms oils zvinoita Kuti uteverwe nezvimweya zvehusiku🐍🦇🦉 Weti inopodza maronda zvekare ukaiisa pane ronda wobva wasiya pakavhurika asi pasingazomharwi né nhunzi *********************** *WETI* Ipapa ndaona kuti papinda dambudziko . vamwe taakupedzisira taakushandisa mushonga zvisirizvo simply becoz wabatira nyaya yehurapwa padumbu or kusanzwisisa chaiko wopedzisira woona kunge mushonga haibatsiri. *WET/ URINE THERAPY* Weti mushonga wechifumuro and inoshanda zvechokwadi. *Background ye Weti.* Weti chinhu chakafumuka ndokusaka mwari akachiti chifumure zvifumuro. Wet chinhu chinoshoreka and chinhu chakatakura tsvina yemumuviri wako ndosaka chakafumuka. *Saka kuramba kwacho chinenge chichifumura zvifumuro.* Since wet iri tsvina, inoshanda kumuridzi wayo that is mayabva and haina chainokonzera becoz ndimo yagara iri kunze kweku fumura zvirwere zvakauya mauri. PROBLEM Dambudziko rinovapo Kana ukachisoisa tsvina yako mune umwe munhu. kana Ari mwana mupe wet yake,not yako. Kana uchinwisa munhu wet yako iri kutoroya ufunge becoz Uri kumudyisa tsvina yako. Weti mushonga wechifumuro,unofumura zvirwere zvakawandisa NDOKUNGE yashandiswa mayabva.Hairwarisi becoz ndimo mayabva. *TIMBODZIDZA VADARE* Nhasi ngatimbodzidzai nezve *Dope/weti* It Dope rako munhu igwenzi rinokunda makwenzi akawanda. Taizviziva here Kuti 1. Kushamba neDope rako remambakwedza rinodzinga mhepo dzakaipa uye kufumura zvakaipa. 2 Dope rako ukarimwa uine hushereketwa hwakaitwa mukati medumbu kana pamuviri wako zvese zvinobuda. 3. Dope rako ukarimwa Uri hombarume yakasungwa nhengo rinokusunungura 4. Dope rako rehwedza ukashamba Naro uchikumbira mhanza/ lucky, Kushamba, Promotion, zvinozadzikiswa 5. Dope rako Mai rinosunungura pwere dzako kudzikinura mhiko dzakaipa pa pwere ukashamba nhumbi dzavo Naro. 6 Dope rinopedza mhosva ipi ne ipi zvayo kana ukashamba nayo uchikumbira kuparadzirwa mhosva. 7. Dope rako ukarimwa kana wakadyiswa hudyiswa hunoshaya Simba. 8 Dope rinopedza, jambwa, munyama, hupomerwa, kuvengwa, uye kushorwa. Warikuti imba irikuvava ndoda kukubatsirai zvishoma ndoda kuti mutore jira jena them monyora zita renyu neremurume venyu vacho motora nhombo imwe chete sungirirai ipapo ndoda kuti muteure nemuteuro Iwo mumaoko enyu zvikuru panguva dzenhatu nguva yaaMai Maria .itai minamato kwemazuva matatu .chiisai mumamato Iwo mukabhodhoro then moisa mvura .ndoda kuti zvose zvamunenge muchiita ,kungawe kunwa ,kugeza ,kubika shandisai muteuro iwowo .kunyangwe vanosvika pamba penyu ngavanwe nekudya munamato iwowo .ndapota itai zvenyu .panguva yamunenge muchiita muteuro ndoda kuti munyarare muchengete runyararo . *Kudzosa mudiwa* Kudzosa vadiwa vavo ne tsine unotora tsine dzakati wandei womona pa paper or rizla sezvoithwa mbanje womira pa window worivura na 12 its either maskat or manheru its up to you WO lighter wosvuta u chidana Zita rake for 3 days kana adzoka tora mashizha etsine zorera pa chest pako womupa hug hakuna kwachaenda

Comments