Bhozhongora &KB Latest Stories,Zvinotyisa,Zvinoera,,Huhure,Hurombwa,Zvakavanzika
June 10, 2025 at 04:24 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaiqEwY2ER6ZzWAht50Z
#bhozhongorasegment
🔥Harare mumwe murume anoloda maKhombi pa Budiriro 2 pedyo nepolice amuka akashama asina kupfeka achita searikurasa njere asi arikupomerwa kuba phone ,yavakatorera munhu zvechisimba asi akapihwa 2days dzekudzora phone asi ahana saka zvatanga chabvondoka
🔥Nyaya yekugweru yemurume akauraya vanhu 12 vehukama akafa asi akasiya ataura kuti musandichema parufu rwangu uye zvipfuwo musadya chakafa chega uye mhuri yangu ibvai pano hapachagarika iri kuenderera mberi
🔥Gokwe chireya chitekete chiutsi murume akaroora mukadzi ,mukadzi uyu aigara nemwana wasisi vake asi mwana airwara chirwere chekuita seanorwara njere uye kuyerera mate posepose vakaita vana vaviri vose vakafa ,murume uyu akazomitisa mwana wemukadzi uya akamupa mwana ,mwana wacho achibva afa zvekare ,mukadzi akabvisa mwana pamba murume arikugara achirwisa mukadzi kuti dzora mukadzi wangu pano ndomuda ,sakamukadzi arikuti ndizvo here kuti ndogara nemwana pamurume umwechete ndoita seyi apo arikundirwisa kuti dzora mukadzi wangu
👍
😢
😮
🔥
7