Bhozhongora &KB Latest Stories,Zvinotyisa,Zvinoera,,Huhure,Hurombwa,Zvakavanzika
Bhozhongora &KB Latest Stories,Zvinotyisa,Zvinoera,,Huhure,Hurombwa,Zvakavanzika
June 10, 2025 at 05:40 AM
Hie chitupa viga Inini ndanga ndakaroorwa kuvanhu vaihwanda nechurch yenguwo tsvuku asi vaibata mushonga singaite saka ndakasiiwa ndega pamba ndikapinda room yandainzi muroora hapinde ndakasangana nezvakaoma imomo havana kundiona ndaiva ndega pamba asi ivo vakazviziva ndakabva ndakumbira kubikiswa vakaramba vakati uchabika wega wazvara saka mazuva angu akusvika vakakumbira kuona preparation yangu ndikavaratidza saka vaipopota vachi watenga hembe diki mwana ari mudumbu mako ndakamuona muhombe Pandakarwadziwa vakabva vandiisa zvipiyaniso zvitatu padumbu nemusana ndakabva ndanzwa mwana kunyarara ndichisvika kuhospital ndichitonzi mwana afira mudumbu ndichibva ndanzi uchiri kuda kubika wega here hapabikwe nemunhu asina mwana pano ndokubva kwandakaita https://whatsapp.com/channel/0029VaadbeK7oQhUsp9sDw2V
😮 😢 👍 💔 🙏 😅 😭 🙆‍♂️ 18

Comments