Dzidziso Yebonde, Yemumba, Chikapa & Chinamwali
Dzidziso Yebonde, Yemumba, Chikapa & Chinamwali
June 10, 2025 at 07:53 AM
Nhasi ndine remedy yedandemutande. Ndinoda upinde musango utsvake dandemutande rakaunganidza riya 🕸 Woritora woenda naro kumba, rivharire mubhodhoro resimbi, glass kwete plastic. Isa mvura shomanana worivharira zuva rose, ave manheru geza nemvura iyoyo kumeso chete. Zviite kwemazuva matatu uwone zvichaitika kana akabata upenyu hwako kutsva kutsva kwega kwega. Dande mutande iyi inoteya zvakare muroyi chaiye asi zvinoda hana tichataura nezvazvo maitiro amunoita *Toda kuvhura chiraramo, 👏🏻*https://whatsapp.com/channel/0029VakNcUNL7UVZmYD3ZW2O
🙏 👍 ❤️ 😮 🙂 🤣 9

Comments