Dzidziso Yebonde, Yemumba, Chikapa & Chinamwali
Dzidziso Yebonde, Yemumba, Chikapa & Chinamwali
June 10, 2025 at 12:48 PM
zviratidzo zvemasare SARE hatisati tane Zita rechirungu ratingataura pariri asi kana pane vangaziva Zita resare pachirungu.... SARE NEMA PILES zvinhu zvakasiyana vamwe vanoti SARE ndiwo piles...no no no piles kubuda musana kumashure pakuita tsvina kuchimbuzi...unogona kubuda kana kuita tsvina ineropa....or kurwadziwa uchiita tsvina...or kuzvimba kumashure kusanganisisira kurwadziwa nemusana... piles anowanika kumadzimai zvose nekuvarume... SARE rinowanika kumadzimai zvose nekuvarume.... SARE rinokanganisa nhau dzemarelationships kana kugara Mumba zvakanaka... SARE harichekwe vazhinji vakachekwa rikadzoka futi kana kudzoka awanda... SARE harisi pamhando imwechete dzakati wandei example..... .1........SARE rinoita kanyama Kari soft kakafava kakarembera kumashure or pakati pekumashure nekumberi..iri ndiro rine vanhu vakawanda vamwe havatozive Kuti chiii..iri rinovava iri rinogona kumbopera rodzoka Rega rine mazuva aro.. ..2..... SARE rinoita mapundu mapundu madiki .SARE iri harivavi zvakanyanya vazhinji vanogona kuriona after shaving rinoita mapundu mapundu kusikarudzi.. 3... SARE rinoita kunge mhopo ..iri sare rakashata rinobuda parinoda kana pachidya... kana mudumbu mukati kana munhengo varume vanoribuda kumashure zvakanyanya...SARE iri ndiro rinoita madzimai akawanda akaita nhumbu yobva....SARE iri ndiro rinoti mwana akagumha during birth ahararame.... SARE iri ndiro rinoita kubudisa mvura during sex mvura inoita murume aseme mudzimai wake... SARE iri rinopa munyama kana Mari ahupiwe zvekurevesa....SARE iri ukadanana nemukomana akarara newe anobva akutoramwa ramwa ahachakude vamwe vanofunga Kuti SARE nemachembere zvinofambidzana kwete .....SARE rinopa munyama Asi machembere vanokupa luck mhanza yopenya avadi tsvina.. https://whatsapp.com/channel/0029VakNcUNL7UVZmYD3ZW2O Kana wapedza kuverenga react❤️❤️❤️https://whatsapp.com/channel/0029VakNcUNL7UVZmYD3ZW2O
❤️ 🙏 5

Comments