Dzidziso Yebonde, Yemumba, Chikapa & Chinamwali
June 10, 2025 at 12:49 PM
*DNA testing methods echinyakare kusati kwana Tinashe Mugabe*
* The first time yaunosvika nemwana wako kumusha kwako, anomuka paunongopinda pachivanze, hakuna mucheche anosvika mumusha mababa vake for the first time akakotsira, akasamuka haasi wako.
* Kana mwana achangozvarwa, if you are the father, the first time yaunomubata mumaoko anosvinura, ovhura maziso ake okutarisa, akasadaro haasi wako.
* Urikumusha zviye, makuseni'seni unotora mucheche wako, woenda naye pamusuwo wedanga remombe dzenyu, womuradzika ipapo wobva wavhurira mombe kuti dzibude. If its your child, mombe dzinobuda mudanga dzichijamba mwana, hadzimutsike. Kana asiri wako mombe dzinorambira mudanga, hapana kana 1 inobuda,
* Unokumura bhutsu dzako woedza kumumisa akatsika mubhutsu imomo akachema haasi wako, wako haafanire kuchema
* Kana mwana akukambaira unomutora womugadzika pasi oti akambaire towards your direction, akauya akananga pakati pemakumbo ako, osvikobata trouser ari btwn makumbo ako ndewako. Asi akauye achinyenyeredza pakati pemakumbo ako haasi wako
https://whatsapp.com/channel/0029VakNcUNL7UVZmYD3ZW2O
😂
😮
💯
5