King Tempo Entertainment
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                May 16, 2025 at 10:59 AM
                               
                            
                        
                            Hi post mu channel, inini ndine bf yangu takatanga ku dater last year taitonyatsowirirana boe mukomana vangu ndaitomu truster zvekutodaro so  ndakazozvibata kt arikundi cheater ummm ndakarwadziwa handidi kunyepa inini semunhu aida munhu vake ndakangoti hazvina basa let's continue zvataiita kare asi chinhu chinondirwadza ndechekuti kubva pandamubata kt ane mumwe musikana communication yedu yadzikira even iye ndakatombomuudzao aka apologizer anongochinja zve one day otodzokera pake nemunhu uyu taidanana achindipa attention handidi kunyepa ndirikurwadziwa ndodii ndiku tryer kuda kumu eraser mu brain dzangu asi zvirikuramba ndikurwadziwa ma cousins ndibatsirei coz ndine stress ndoda kut ndikanganwe nezvake bt zvirikuramba
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            😂
                                        
                                    
                                        
                                            😢
                                        
                                    
                                        
                                            👍
                                        
                                    
                                        
                                            💀
                                        
                                    
                                        
                                            😮
                                        
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                        
                                            💔
                                        
                                    
                                        
                                            💞
                                        
                                    
                                        
                                            📞
                                        
                                    
                                        
                                            🚮
                                        
                                    
                                    
                                        32