Bhozhongora &KB Latest Stories,Zvinotyisa,Zvinoera,,Huhure,Hurombwa,Zvakavanzika
Bhozhongora &KB Latest Stories,Zvinotyisa,Zvinoera,,Huhure,Hurombwa,Zvakavanzika
June 12, 2025 at 05:07 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaiqEwY2ER6ZzWAht50Z Ndaitawo dambudziko ndaka divocer nemurume muna 2017 mwana ndini ndanga ndichigara naye musikana ane 15 yrs then thi holiday mwana ndipo paakatanga kutoendawo kumba kwa baba vake all this while na baba vacho taiva tisina communication Vakatozoita zvekutsvaga hama dzangu vakadziudza kuti handidi nemwana ndovarambidza kuti vatore mwana but that was not the case ndaityir mwana wangu because baba vake is very abusive and vanoita zvema drugs Ndaisada kuti mwana wangu aone life inoraramwa na baba vake mdaingomuudza the good part although iye aiva nemamwe ma memories ezvakitwa na baba vake Mwana akaenda kuna baba vacho achango vhara then yesterday ndakabva ndati rega ndinotora mwana handina wandakaudza ndakangosvika Kusvika kudai hama dzangu ndakapererwa ndakasvika mwana wangu akabata mudzanga we madison vari pachikona na baba vacho vachiputa Pandiri kuti pachikona ndiri kuzama kureva kuti vaiva vakamira possion yekuti mazamu ake aya aiva ava gumhana nechi pfuva chababa vake ivo vaka isa maoko avo mu skirt ye mwana Pandakaona izvi ndak sheedzera nekuridza mhere asi akauya hapana vanhu vaingo nditarisawo . Ndakazama kuti kumwana handei kumba mwana akaramba until ndaita zvekuenda ku police ndivo vakandi batsira kuti mwana adzoke baba vakabva vaendwa navo Mwana ndakamubvunza kuti zvii zvakaitika waka batwa here akandipindura kuti iwe (mha— ) siyana neni na baba vangu havana zvavakandiita Ndakabatikana because ever since handisati ndambonzwa mwana wangu achitaura zvinyadzi moreover achituka ini . Mwana wekuti aiva akanyarara anoterera asi kubva zvandamutora nezuro kana kugeza haasi kuda kutomutuma kudai ari kutondi pindura rough kusvik pakundiudza kuti ukasabuditsa baba vangu ini newe tichapedzerana Ndibatsireiwo hama dzangu ndoitawo sei pakadai
😭 😢 ❤️ 😮 9

Comments