💑MARRIAGE TIPS, HEALTH AND BUSINESS ADVICES 💞💃
💑MARRIAGE TIPS, HEALTH AND BUSINESS ADVICES 💞💃
June 10, 2025 at 11:45 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaGhjo07tkjCfXdy322U ❤ `zvinhu zvinouraya marelationship enyu💜💙💛`🤍 ❤ *kupindura ma1 word answer* Variko vasikana nevakomana vekuti ukamuti hec babie waswera sy anokut boe, shap. Nyc. eh nuh. zvese izvi zvinokupunzira rshp yako usingade zvekutaipa switch off your phone then ull return kana wave normal. 💛 *kunyanya kuyema murudo*💜💙 Kamwe kamwana kaaambuya kungofamba nemukomana mutown eeeh bbie ndoda chocolte..eeh bbie ndoda icecream.. Askana zvine mabountaries. munhy iyeye wauri kuona sasponser wako remembr anewo load yake anotodawo kutengerwa newe. Dont push him to ask hmself kuti but ka pabbie uyu ndiri kunyanyo benefitor chii.. 💙 *kuita bonde*💛💜 bonde nderevanhu vari mumarriage though isu ama2k tichiriita chero panguva yatada ko tinombozvitsvaga here. heya.. saka imi pamunoriita bonde renyu muchasvika pakufinhikana naro mouraya rshp yenyu. nekuti munhurume as long asiri mumarriage mukasamuisa cheni anoita sembwa haambofi akada kurara nemunhu one hazvigone nekuti mumaziso make ari kutoona zvinhu zvakawanda maladies hobho aanenge achiona. saka anenge oda imwe relationship itsva nemunhu mutsva iwewe ndiwe unopeisira worwora rshp uri one. Kusvikira wasiiwa. *Distance*💙💛💜 Mamwe emarshp ari kuparara nekuda kwekut mumwe ari uko mumwe ari uko. Maziuva ose inongori 'morning' 'good everning'. Munopeisira musisina rudo rwamaimbove narwo. Asi kana muri vanhu vakazvipira. you can neutralize maimpacts edistance murudo rwenyu. through many ways will talk about it. 💜 *Kunyanya kupemha*💜 Vaskana vazhinji kungotaura naye 2 days rechi3 akutokuisira call back. every week call back. Izvozvo zvese zvinokupunzira rshp. nekuti mkomana achazvivhunza kuti saka chii chandiri kuwana kumusikana uyu. Munhu pamwe pacho dzidza kuziva kuti tumwe tunhu tudiki. saana etym unofanira kupota uchizvijusisa be a woman with her own source of income. Usazvitora sekuti murume ndiye anofanira kukuitira zvese learn to sweat too. *💙masorry sorry💛* Imwe rshp anogara angori masorry sorry. Mamistakes kuwanda. Everyday haushayi chipande. Izvozvo zvese zvinoita mumwe wako apeisire ave kukuona sekuti haus serious. unopeisira wave pare wheel yake. mongodananawo paunenge uri free nekuti anoziva kut haus reliable... *💙💜Kunonoka kupindura*💛💙 Nyaya yewhatsapp iyi inoda kutaura iri payo yega. Whatsaapp inogona kukupunzira rshp ukasagona kuibata zvakanaka. Messge yemumwe wako unopindura aftr 10 mins asi mugrup remaladies ndiwe uri busy kutaurisa .. Izvozvo zvese zvinoita kut mumwe wako akufungire uye asiyane newe. Nekuti uno relaxer. 🎀 *Rudo runoda kuti uzive madoo and donts*.💥 💙💜 *Pamwe pacho kunyanya kupa munhu grip kunoita rshp yenyu ipere futi*💙💜 . Izvi zvinonyanya kuitika kuvasikana. Imi vakomana uchida munhukadzi usanyanyisa kuzvitaridza kuti munhu unomuda uyu. She will end up hating u ndozvazviri ende ndozvavari vanhu ivava. Hakuna munhu anomboda kudiwa zvetsomu tsomu. hee wauripi unaani ukupi. Rshp yacho inopeisira isisina vanhu vane appetite mukati mayo. Rudo runoda kunzwirana nyota. bbie ndakusuva bbie waurikup. Kwete kungot pese pamuri uripi huya kubonde. Munoputsa rshp yenyu. mazvita💛💜💙
🙏 ❤️ 👍 😂 👏 😢 🫂 🎂 🔥 73

Comments