Crimestop Zimbabwe
June 11, 2025 at 06:38 PM
I would like to Name and Shame vashandi vepama fuel pumps epaLiquid Cargo Petroleum Hatfield Seke Road,last time ndakati ndiisirewo fuel ye$30 so paakapedza handina kuzviisa musoro ndikangoti aisa yakwana so my car inozoratidza kukwira mabars efuel kana yamboti fambei,so ndakumberi ndakaona yakangoisa mabars ekuratidza kuti ndaisa $20 ndikati ko chii but I just ignored it,then yesterday ndakaenda kunodira pane mumwe mukomana same station ,ndanga ndine combi akatoti pushirai kumberi ndikamupa $30 akati ndodira yese here ndikati yes,so akabva ati zvaiita thanks then I asked vana vangu 2 vaiva kumashure mucombi kuti paiswa marii,iye anga asina kuona kuti kune vanhu since iritinted mawindow,vana vakati $25 ndikati sure here ndobva ndamira ndikaburuka ndikati ko why waisa 25 ndakupa 30 kwakuti sorry henyu matha ndafunga ndadira 30,ndaimhanya handina kuzitsvaga supervisor, but hunhu hwenyu musadaro,madrivers pliz check fuel yamunenge maisirwa kuti zvirikuenderana nemari yamamupa here,I think vazhinji varikuvharwa ipapo,
_Crimestop admin - 0785947406_
*Crimestop Zimbabwe Channel:*
https://whatsapp.com/channel/0029VadeNBoLdQehasUhzb0N
😮
😢
🙏
18