Crimestop Zimbabwe
June 11, 2025 at 07:16 PM
`FROM INBOX`
Hello sir
Haa ndotenda ne basa renyu ramoita kuonesa Vanhu mamiriro akaita kunze pamusoro pekuparwa kwe mhosva, Rambai muchidzidzisa vanhu sure vamwe hapana chavarikiziva, nekuti,picture iro i hama yangu yarohwa chadonha nhasi
Saka kudzidzisa kwenyu kwamunoita vamwe vanovhurika
Ndokutendai
_Crimestop admin - 0785947406_
*Crimestop Zimbabwe Channel:*
https://whatsapp.com/channel/0029VadeNBoLdQehasUhzb0N

😂
😢
🙏
8