
๐๐ง๐ฅ๐ฒ ๐๐ง ๐๐ข๐ฆ๐๐๐๐ฐ๐๐ฟ๐ผ๐ฅ
May 30, 2025 at 05:32 AM
Mumiririri weMabvuku madare reparamende uye Ari zvakare muzvina bhizinisi ,uye muridzi wechikwata che Scotland FC Scott Sakupwanya ati anokwanisa kuunza shasha yebhora Cristiano Ronaldo kuzotambira team yeScotland FC kuZimbabwe ๐๐คฃ

๐
๐
๐ฎ
๐
๐
๐ค
โค
โค๏ธ
๐
๐ฑ
75