Daily Bible Verses & Prayers, Encouragement🙏
Daily Bible Verses & Prayers, Encouragement🙏
June 11, 2025 at 05:08 AM
Pakati pezvinhu zvese kuti zvizoburitse results zvotanga zvapinda neyatinoti process. Pakati pako nesadza panotanga papinda a process insanganisa _hupfu, mvura, moto nekuzozvisanganisa kuti rizove sadza raumgadye iwewe_ Abram was 75 years old without a child asi hatina patakanzwa kuti akarega kunamata Mwari. Abraham was blessed abundantly but nekuda kwekut aimge asima mwana aimzwa sekumge zvese zvicna kumuitira ipapo anoramba achishimgirira pakunamata. Asina haazorore kutsvaga kusvika awana chero shoko rashe rotaura kuti *_Tsvagai asi muchawama gogodza asi muchazarurirwa kumbirai muchapihwa_* There is power in association with others especially those who are at higher level than you. Kana usina otoshinga kuti zvakozviite kunyangwe ukatukwa nekushorwa ramba uchienda. Problem yako ishamwari dzako dzaunotba nadzo Kana wakutsvaga shamwari tsvaga munhu anokukunda so unodzidzidza something from them. Chinokonzeresa kut mwana wako arambe aridofo inyaya yekuti arikutambawo nematofo. _*Shamwari yakondiani?* *Uye anokubatsira nei?*_ Mulife tamba nevanhu vanokusimudzira . *Izvozvi wakarorwa or kuroora but friend yako haisi mumba* KwaMwari kotodiwa persistent kuti zviite Vanhu vane mari havangokubvumidze kuuya pedyo navo asi ukaramba uchishinga zvoita vanozokuunza pedyo navo. Izvozvi wakazvarirwa town yauri nanhasi iwee buda munzvimbo imomo . Hongu wakamitiswa but chiregazve kutamba nevakamitiswa vasina kuzoroorwa tamba nevakamitiswa but vakazoroorwa wekuti unobvunza kut kovasikana makazoiita sei kuti muzoroirwe Look for the people who influence you good things Famba nevanofamba Abraham paanooneka hama dzake akuenda kunyika yaakaratidzwa apo Lot anoti neniwo ndikudawo kuenda zvechokwadi vakaenda vese Tsvaga munhu anove a motive in your life. The problem with africans kusaziva munhu wekutamba naye. Follow this channel ✅ https://whatsapp.com/channel/0029Vb5rLVk7oQhce3twFP3S
🙏 ❤️ ✝️ 👍 20

Comments