
Awakening Mindsets on MTBN Media Group
June 3, 2025 at 10:50 AM
*⚠️President varikuti nguva ino kusvika gore ra2030 ndeyevanhu vasina chiro munyaya dzezveupfumi*
*©️ Nhau mhenyu dzeNyika yakakosha zvikuru YeZimbabwe tiri mudunhu reManicaland* | Chipiri Chivabvu 3, 2025 by _Maxwell _*Kalithengiswailizwe*_Haitengeswinyika Teedzai_
Kubva gore ra2021 raparurwa chirongwa cheNDS1 isu vanhu vakanga vasina pekutangira takatanga kurotawo hope dzerugare. Izvi zvakakwanisika kubudikidza neChiono cheNyika yedu yaKakosha Zvikuru YeZimbabwe chinonzi National Vision 2030 chakafemerwa Mutungamiri wedu anoyera HE President Dr ED Mnangagwa. Vakarota Chiono chakaita kuti vanhu vakange vakaderedzerwa pahugaro hwawo kubva Nyika ichiwana kuzvitonga kuzera kubva kumakoronyera kana kuti zvimbwasungata zverudzi rwaMaBrishit, vatange kupindawo munezvehupfumi hwegutsaruzhinji uye pasina munhu kana nzvimbo imwe zvayo inosara pachirongwachakaparurwa naPresident Mnangagwa chinonzi Devolution mantra mururimi rwusiri rwechitema.
Zvirongwa zvaPresident Mnangagwa ndizvo zvaita kuti isu vechidiki tikwanisewo kurota tagarika sekuvhurirwa mikana kwatakaita naPresident Mnangagwa kusvika 2030 kuchingoramba kuri fofa-fofa.
Ndiyo rizeni yandiri kurota ndiine mota iyi yemhando yepamsoro isina wati amboitengawo kumadzinza mazhinji ekuno kumakomo ekuno kwa Mutare muProvince Manicaland. Ndibatsireiwo kurumbidza Mwari muZita raJeso Kristo kuitira kuti chiroto changu chenudiriro chizadzikiswe nekuchimbidza.
President Mnangagwa varikuti mwaka uno ndevevanhu VASINA CHINHU, mwaka uno President vakauzarurira vaye vakafanana nesu vanaHaitengeswinyika vasina chinobatika chavanacho kuitira kuti panosvika gore ra2030 tinenge tave kupisa patauni
//ENDS//
______________________________
Join me on my socials;
Key National and Regional Initiatives
🇿🇼Head of State of the Great Republic of Zimbabwe and Current SADC Summit Chair:
His Excellency President Dr. Emmerson Dambudzo (ED) Mnangagwa
The Great Republic of Zimbabwe National Vision 2030:
Towards a prosperous and empowered upper middle-income society by 2030
SADC Regional Vision 2050:
Promoting innovation to unlock opportunities for sustained economic growth and development towards an industrialized SADC
Follow Us on Social Media
x.com (formerly Twitter) Accounts:
- [SADC for ED](https://x.com/sadc4ed?s=21)
- [Maxwell Teedzai](https://x.com/maxwellteedzai?s=21)
- [News MTBN TV](https://x.com/newsmtbntv?s=21)
- [Zim Atlas Desk](https://x.com/zimatlas_desk?s=21)
- [Presidency Zimbabwe](https://x.com/presidencyzim1?s=21)
- [GRZ Girls Amnandi](https://x.com/grzgirlsamnandi?s=21)
Facebook Accounts:
- [Facebook Link 1](https://www.facebook.com/share/163cU4zEYq/?mibextid=wwXIfr)
- [Facebook Link 2](https://www.facebook.com/share/1M5ZEbsGiV/?mibextid=wwXIfr)
- [Facebook Link 3](https://www.facebook.com/share/12JC243UZ94/?mibextid=wwXIfr)
WhatsApp Channels:
- [WhatsApp Channel 1](https://whatsapp.com/channel/0029VaCHZKSHVvTk6ZqLnB3v)
- [WhatsApp Channel 2](https://whatsapp.com/channel/0029VadE4PqLNSZxRd7eU30a)
- [WhatsApp Channel 3](https://whatsapp.com/channel/0029Vb3Gg6cHQbS3J54OnB0p)
- [WhatsApp Channel 4](https://whatsapp.com/channel/0029VatH0JlAojYn9S3s7H3o)
- [WhatsApp Channel 5](https://whatsapp.com/channel/0029Vb0xZr4EFeXnmgH4Kf1d)
YouTube Channel:
- [MTBN TV YouTube](https://youtu.be/zW8WmduWiJU)
Website:
- [MTBN TV Website](https://mtbntv.wordpress.com)
Tagline:
Bridging voices – Fostering unity.
Publication:
️A Maxwell Teedzai Bridging Network Publication
🙏
1