
Baba Tanya Miti Kurapwa Kwezvirwere
June 6, 2025 at 04:11 AM
Testimony
Mkoma makadi nemhuri ndinoda kutenda nekutibatsira uye nekurudziro yekusimudzira mweya yedu ndinoda kupupura kubata kwamwari last friday ndakatengerwa butsu nehanzvadziya ngu nhasi ndichipedzisa fasting yangu sezvo ndakatanga monday imwe hanzvadzi yangu yanditengera pocket yemapotatoes handigoni kukutendai zvakakwana mwari ngava wedzere mwakana mazuva ekurarama komborerwai nemhuri yenyu maremedy nemafasting pamberi nawo
❤️
🙏
4