Baba Tanya Miti Kurapwa Kwezvirwere
Baba Tanya Miti Kurapwa Kwezvirwere
June 10, 2025 at 08:22 AM
Mwana uyo anzi Andriel Basira ane 11 months atorwa nemumwe mukadzi panamai vake vachiti varikuzodzoka naye kuma4:00pm vamutora kuma2:00pm saka vabva vavapa phone number yeNet 1 nemadirection epamba pavange vachiti vanogara vazoenda kwavange vaDirectwa pamba kuma5:00pm vaona mwana anonoka kudzoka vakaudzwa kuti hativazivi hapana munhu akadaro anogara pano . Vakati chiregai ndiphone ,phone haisikuita mukadzi atora mwana ati ndinonzi Chihera. Zvaitikira MuBudiriro Ngungunyani Tuckshops opposite Hansbery Primary school so pliz help us hama dzangu mwana avanikwe nekukasika 0772843556/0715249734
Image from Baba Tanya Miti Kurapwa Kwezvirwere: Mwana uyo anzi Andriel Basira ane 11 months atorwa nemumwe mukadzi pan...
😢 👍 💔 😂 👏 😭 😮 😱 🙏 🥹 27

Comments