SALOON,REMEDIES & CLOTHING BALES
SALOON,REMEDIES & CLOTHING BALES
June 12, 2025 at 06:00 AM
*Kana wamuka uri mupenyu....drop an emoji....Siya something* 🙏♥️ *Mumwe akaoneka nezuro asi haana kusvika...* *Mumwe akaribika asi haana kuzoridya...* *Mumwe akarara asi haana kuzomuka..* *Mumwe akashanda asi haana kuzoidya mari yacho...* *Mumwe akahwina asi haana kuzopembera...* *Mumwe akapinda asi haana kuzobuda...* *Tenda Mwari hama nechipo chehupenyu...* *Vazhinji vairi shuvira zuva ranhasi asi zvakona... Kurarama ndiShe...* *"For to me to live is Christ.." -* *(Philippians1:21)* Share🙏🙏🙏
❤️ 🙏 15

Comments